RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 61:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+

  • Zefaniya 3:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Ndichasiya vanhu vanozvininipisa nevakaderera pakati pako,+ uye vachapotera muzita raJehovha.+

  • Ruka 4:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Mudzimu waJehovha+ uri pandiri, nokuti akandizodza kuti ndizivise mashoko akanaka kuvarombo, akandituma kuti ndiparidze kusunungurwa kunhapwa uye kuzoita kuti mapofu aone, kuzoita kuti vakadzvinyirirwa vaende vakasununguka,+

  • Jakobho 2:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Teererai, hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana kusarudza varombo+ mune zvenyika kuti vapfume+ mukutenda uye vave vagari venhaka youmambo, hwaakapikira vaya vanomuda+ here?

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe