RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 41:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Usatya, iwe Jakobho honye+ zvayo, imi vanhu vaIsraeri.+ Ini ndichakubatsira,” ndizvo zvinotaura Jehovha, iye Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri.

  • Isaya 44:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+

  • Isaya 54:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Nokuti Muiti+ wako Mukuru ndiye murume wako,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake;+ uye Mutsvene waIsraeri ndiye Mudzikinuri wako.+ Achanzi Mwari wenyika yose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe