Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ Muparidzi 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yakatarwa,+ uyewo zvose zvinoitwa pasi pematenga zvine nguva yazvo: Jeremiya 51:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.+ Inguva yokumutsika-tsika zvakasimba. Asi munguva duku nguva yokukohwa ichamusvikira.”+ 2 Petro 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Uyewo, vachichochora, vachakunyengerai nemashoko enhema.+ Asi kwavari ivo, kutongwa kwakabvira kare+ hakusi kunonoka, uye kuparadzwa kwavo hakusi kukotsira.+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+
3 Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yakatarwa,+ uyewo zvose zvinoitwa pasi pematenga zvine nguva yazvo:
33 Nokuti zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Mwanasikana weBhabhironi akaita seburiro.+ Inguva yokumutsika-tsika zvakasimba. Asi munguva duku nguva yokukohwa ichamusvikira.”+
3 Uyewo, vachichochora, vachakunyengerai nemashoko enhema.+ Asi kwavari ivo, kutongwa kwakabvira kare+ hakusi kunonoka, uye kuparadzwa kwavo hakusi kukotsira.+