Genesisi 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akabva adana zita raJehovha, uyo akanga achitaura naye achiti: “Muri Mwari anoona,”+ nokuti akati: “Chokwadi pano ndaona iye anondiona here?” Pisarema 90:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Makaisa kukanganisa kwedu pamberi penyu chaipo,+Zvinhu zvedu zvakavanzika makazviisa pamberi pechiso chenyu chinopenya.+ Pisarema 139:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndingaenda kupi kusina mudzimu wenyu,+Ndingatizira kupi kuti ndibve pamberi pechiso chenyu?+ Zvirevo 15:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Maziso aJehovha ari pose pose,+ achiramba akatarira vakaipa nevakanaka.+ Amosi 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kana vakachera pasi kusvika paSheori, ruoko rwangu ruchavatora ikoko;+ uye kana vakakwira kumatenga, ndichavaburutsa ikoko.+ VaHebheru 4:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari.+
13 Akabva adana zita raJehovha, uyo akanga achitaura naye achiti: “Muri Mwari anoona,”+ nokuti akati: “Chokwadi pano ndaona iye anondiona here?”
8 Makaisa kukanganisa kwedu pamberi penyu chaipo,+Zvinhu zvedu zvakavanzika makazviisa pamberi pechiso chenyu chinopenya.+
2 Kana vakachera pasi kusvika paSheori, ruoko rwangu ruchavatora ikoko;+ uye kana vakakwira kumatenga, ndichavaburutsa ikoko.+
13 Hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi zvinhu zvose zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinozvidavirira kwaari.+