Pisarema 97:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 97 Jehovha ava mambo!+ Nyika ngaifare.+Zvitsuwa zvizhinji ngazvifare.+ Isaya 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino pazuva iroro Jehovha achapazve ruoko rwake, kechipiri,+ kuti awane vanosara vevanhu vake vachasara kuAsiriya+ nokuIjipiti+ nokuPatrosi+ nokuKushi+ nokuEramu+ nokuShinari+ nokuHamati nokuzvitsuwa zvegungwa.+ Isaya 42:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+
11 Zvino pazuva iroro Jehovha achapazve ruoko rwake, kechipiri,+ kuti awane vanosara vevanhu vake vachasara kuAsiriya+ nokuIjipiti+ nokuPatrosi+ nokuKushi+ nokuEramu+ nokuShinari+ nokuHamati nokuzvitsuwa zvegungwa.+
10 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva,+ kurumbidzwa kwake kubvira kumugumo wenyika,+ imi muri kuenda kugungwa+ nokune zviri mariri, imi zvitsuwa nemi muri kugara mazviri.+