Pisarema 96:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+ Zvakazarurwa 11:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+ Zvakazarurwa 19:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+
10 Itii pakati pemarudzi: “Jehovha ava mambo.+Nyika inobereka inosimbiswa kwazvo zvokuti haigoni kuzununguswa.+Iye acharwira mhosva yemarudzi mukururama.”+
17 vachiti: “Tinokuongai,+ Jehovha Mwari, Wemasimbaose,+ Imi muripo+ uye makanga muripo, nokuti matora simba renyu guru+ uye matanga kutonga samambo.+
6 Zvino ndakanzwa rakanga rakaita seinzwi reboka guru revanhu uye soruzha rwemvura zhinji uye soruzha rwokutinhira kune simba. Ivo vakati: “Rumbidzai Jah,+ nokuti Jehovha Mwari wedu, Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo.+