Mika 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Zvanzi naJehovha pamusoro pevaprofita vari kudzungairisa vanhu vangu,+ vari kuruma nemazino avo+ uye vanoshevedzera kuti, ‘Rugare!’+ kuti kana ani naani akasaisa chinhu mukanwa mavo, vamurwise,+ Mika 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakuru varo vanotonga kuti vangowana pfumbamuromo,+ vapristi varo vanorayiridza kuti vangowana mubhadharo,+ vaprofita varo vanoshopera kuti vangowana mari;+ vanoramba vachizvitsigisa naJehovha, vachiti: “Jehovha haasi pakati pedu here?+ Hapana dambudziko richatiwira.”+
5 “Zvanzi naJehovha pamusoro pevaprofita vari kudzungairisa vanhu vangu,+ vari kuruma nemazino avo+ uye vanoshevedzera kuti, ‘Rugare!’+ kuti kana ani naani akasaisa chinhu mukanwa mavo, vamurwise,+
11 Vakuru varo vanotonga kuti vangowana pfumbamuromo,+ vapristi varo vanorayiridza kuti vangowana mubhadharo,+ vaprofita varo vanoshopera kuti vangowana mari;+ vanoramba vachizvitsigisa naJehovha, vachiti: “Jehovha haasi pakati pedu here?+ Hapana dambudziko richatiwira.”+