RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 7:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Imba yako noumambo hwako zvichava zvakasimba nokusingagumi pamberi pako; chigaro chako choumambo chichava chakasimba kwazvo nokusingagumi.”’”+

  • 2 Samueri 23:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Imba yangu haina kuita saizvozvo kuna Mwari here?+

      Nokuti akandipa sungano inogara nokusingagumi,+

      Yakarongwa zvakanaka muzvinhu zvose uye yakasimba.+

      Nokuti iyo ndiyo ruponeso+ rwangu rwose nomufaro wangu wose,

      Handizvo zvichaita kuti aikudze here?+

  • Pisarema 89:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Handizosvibisi sungano yangu,+

      Handizochinji+ kutaura kunobuda mumuromo mangu.

  • Pisarema 132:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Jehovha akapika kuna Dhavhidhi,+

      Chokwadi haazoregi kuzviita, achiti:+

      “Mumwe pazvibereko zvedumbu rako+

      Ndichamuisa pachigaro chako choumambo.+

  • Isaya 55:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Rerekai nzeve dzenyu+ muuye kwandiri.+ Teererai, mweya yenyu irambe iri mipenyu,+ uye ndichabva ndangoita nemi sungano inogara nokusingagumi+ pamusoro pomutsa worudo wakatendeka kuna Dhavhidhi.+

  • Jeremiya 31:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 Zvanzi naJehovha: “‘Kudai matenga ari kumusoro aigona kuyerwa uye nheyo dzenyika iri pasi dzaigona kuongororwa,+ iniwo ndaizoramba vana vose vaIsraeri nokuda kwezvose zvavakaita,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe