Pisarema 18:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 Vanochemera kubatsirwa, asi hapana muponesi,+Vanochema kuna Jehovha, asi chokwadi haavapinduri.+ Zvirevo 1:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Panguva iyoyo vacharamba vachindishevedza, asi handizopinduri;+ vacharamba vachinditsvaka, asi havazondiwani,+ Isaya 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Pamunotambanudza zvanza zvenyu,+ ndinokuvanzirai maziso angu.+ Kunyange mukaita minyengetero mizhinji,+ handizoteereri;+ maoko enyu azere neropa.+ Jeremiya 14:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Pavanotsanya, handingateereri kuchema kwavo kwokuteterera;+ uye pavanopa chinopiwa chinopiswa chakakwana nechinopiwa chezviyo, handingazvifariri;+ nokuti ndichavapedza nebakatwa nenzara uye nedenda.”+ Ezekieri 8:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Iniwo ndichaita nehasha.+ Ziso rangu harizonzwi urombo, uye ini handizonzwi tsitsi.+ Vachashevedzera munzeve dzangu nenzwi guru, asi ini handizovanzwi.”+ Mika 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Panguva iyoyo vachashevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe, asi haazovapinduri.+ Achavavanzira chiso chake panguva iyoyo,+ zvinoenderana nezvakaipa zvavakaita mumabasa avo.+ Zekariya 7:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “‘Naizvozvo iye zvaakashevedzera ivo vakasateerera,+ saizvozvo ivo vaishevedzerawo, ini ndisingateereri,’+ Jehovha wemauto adaro.
28 Panguva iyoyo vacharamba vachindishevedza, asi handizopinduri;+ vacharamba vachinditsvaka, asi havazondiwani,+
15 Pamunotambanudza zvanza zvenyu,+ ndinokuvanzirai maziso angu.+ Kunyange mukaita minyengetero mizhinji,+ handizoteereri;+ maoko enyu azere neropa.+
12 Pavanotsanya, handingateereri kuchema kwavo kwokuteterera;+ uye pavanopa chinopiwa chinopiswa chakakwana nechinopiwa chezviyo, handingazvifariri;+ nokuti ndichavapedza nebakatwa nenzara uye nedenda.”+
18 Iniwo ndichaita nehasha.+ Ziso rangu harizonzwi urombo, uye ini handizonzwi tsitsi.+ Vachashevedzera munzeve dzangu nenzwi guru, asi ini handizovanzwi.”+
4 Panguva iyoyo vachashevedzera kuna Jehovha kuti vabatsirwe, asi haazovapinduri.+ Achavavanzira chiso chake panguva iyoyo,+ zvinoenderana nezvakaipa zvavakaita mumabasa avo.+
13 “‘Naizvozvo iye zvaakashevedzera ivo vakasateerera,+ saizvozvo ivo vaishevedzerawo, ini ndisingateereri,’+ Jehovha wemauto adaro.