Eksodho 32:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Neiko vaIjipiti+ vachifanira kuti, ‘Akavabudisa achivavarira kuita zvakaipa kuti avaurayire mumakomo, uye kuti avatsakatise panyika’?+ Dzorai hasha dzenyu huru+ muzvidembe+ pamusoro pokuitira vanhu venyu zvakaipa. Numeri 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Asi Mosesi akati kuna Jehovha: “Zvino vaIjipiti, avo pakati pavo imi makabudisa vanhu ava nesimba renyu, vachanzwa izvi.+ Dheuteronomi 9:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 kuti nyika+ yamakatibudisa mairi irege kuti: “Jehovha akavabudisa kuti avaurayire murenje nokuti akanga asingakwanisi kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti aivavenga.”+ Joshua 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 VaKenani nevagari vose vomunyika vachazvinzwa, uye vachatikomba vakaparadza zita redu panyika;+ zvino muchaitei nokuda kwezita renyu guru?”+ 1 Samueri 12:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti Jehovha haazosiyi+ vanhu vake nokuda kwezita rake guru,+ nokuti Jehovha akazvifungira oga kuti akuitei vanhu vake.+
12 Neiko vaIjipiti+ vachifanira kuti, ‘Akavabudisa achivavarira kuita zvakaipa kuti avaurayire mumakomo, uye kuti avatsakatise panyika’?+ Dzorai hasha dzenyu huru+ muzvidembe+ pamusoro pokuitira vanhu venyu zvakaipa.
13 Asi Mosesi akati kuna Jehovha: “Zvino vaIjipiti, avo pakati pavo imi makabudisa vanhu ava nesimba renyu, vachanzwa izvi.+
28 kuti nyika+ yamakatibudisa mairi irege kuti: “Jehovha akavabudisa kuti avaurayire murenje nokuti akanga asingakwanisi kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti aivavenga.”+
9 VaKenani nevagari vose vomunyika vachazvinzwa, uye vachatikomba vakaparadza zita redu panyika;+ zvino muchaitei nokuda kwezita renyu guru?”+
22 Nokuti Jehovha haazosiyi+ vanhu vake nokuda kwezita rake guru,+ nokuti Jehovha akazvifungira oga kuti akuitei vanhu vake.+