RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 51:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Zvibayiro kuna Mwari ndiwo mwoyo wakaputsika;+

      Haiwa Mwari, hamuzozvidzi mwoyo wakaputsika nowakapwanyika.+

  • Isaya 57:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Nokuti zvanzi neAkakwirira, Iye ari Kumusoro,+ anogara nokusingaperi+ uye ane zita dzvene:+ “Ndinogara pakakwirira nomunzvimbo tsvene,+ ndinogarawo nomunhu akadzvinyirirwa neanozvininipisa,+ kuti ndimutsidzire mafungiro evanozvininipisa uye ndimutsidzire mwoyo yevari kudzvinyirirwa.+

  • Isaya 66:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Zvino ruoko rwangu rwakaita zvinhu zvose izvi, zvokuti zvose izvi zvakavapo,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Ipapo, ndichatarira munhu uyu, iye anotambudzika neakasuruvara+ uye anodedereswa neshoko rangu.+

  • Ruka 4:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 “Mudzimu waJehovha+ uri pandiri, nokuti akandizodza kuti ndizivise mashoko akanaka kuvarombo, akandituma kuti ndiparidze kusunungurwa kunhapwa uye kuzoita kuti mapofu aone, kuzoita kuti vakadzvinyirirwa vaende vakasununguka,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe