Zvirevo 15:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Kutya Jehovha ndiko kurangwa kunounza uchenjeri,+ uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.+ Mateu 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Naizvozvo, munhu wose achazvininipisa+ somwana uyu muduku ndiye mukuru kuna vose muumambo hwokumatenga;+ Ruka 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti munhu wose anozvikwidziridza achaninipiswa uye uya anozvininipisa achakwidziridzwa.”+ VaRoma 12:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa ndinoudza munhu wose ari pakati penyu kuti arege kufunga nezvake kupfuura zvaanofanira kufunga;+ asi kuti afunge kuitira kuti ave nepfungwa dzakanaka,+ mumwe nomumwe sokugoverwa kwaakaitwa chiyero+ chokutenda+ naMwari. VaEfeso 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nepfungwa dzinozvininipisa+ zvakakwana nounyoro, nomwoyo murefu,+ muchishivirirana murudo,+ 1 Petro 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+
4 Naizvozvo, munhu wose achazvininipisa+ somwana uyu muduku ndiye mukuru kuna vose muumambo hwokumatenga;+
3 Nokuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa wandakaitirwa ndinoudza munhu wose ari pakati penyu kuti arege kufunga nezvake kupfuura zvaanofanira kufunga;+ asi kuti afunge kuitira kuti ave nepfungwa dzakanaka,+ mumwe nomumwe sokugoverwa kwaakaitwa chiyero+ chokutenda+ naMwari.
5 Saizvozvowo, imi varume vaduku, zviisei pasi+ pevarume vakuru. Asi imi mose zvenyu zvisungei nepfungwa dzinozvininipisa kune mumwe nomumwe,+ nokuti Mwari anoshora vanozvikudza, asi anoratidza mutsa usina kukodzera kuwanwa kune vanozvininipisa.+