1 Madzimambo 9:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose. Jeremiya 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Ndasiya imba yangu;+ ndarega nhaka yangu;+ ndaisa anodiwa nomweya wangu muchanza chevavengi vake.+ Jeremiya 22:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “‘Asi kana mukasateerera mashoko aya, ndinopika neni pachangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kuti imba ino ichava dongo.’+ Mateu 21:43 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Ndokusaka ndichiti kwamuri, Muchatorerwa umambo hwaMwari hwopiwa rudzi runobereka zvibereko zvahwo.+ Ruka 19:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+
7 ndichaparadzawo vaIsraeri panyika yandakavapa;+ ndicharasa imba yandakatsvenesera zita rangu kuti ibve pamberi pangu,+ uye vaIsraeri vachava chirevo+ uye chinhu chinoshorwa pakati pemarudzi ose.
7 “Ndasiya imba yangu;+ ndarega nhaka yangu;+ ndaisa anodiwa nomweya wangu muchanza chevavengi vake.+
5 “‘Asi kana mukasateerera mashoko aya, ndinopika neni pachangu,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kuti imba ino ichava dongo.’+
43 Ndokusaka ndichiti kwamuri, Muchatorerwa umambo hwaMwari hwopiwa rudzi runobereka zvibereko zvahwo.+
42 achiti: “Kudai iwe, iwewe, wanga wanzwisisa+ nhasi zvinhu zvine chokuita norugare—asi zvino zvakavanzirwa maziso ako.+