12 Nokuda kwaizvozvo ndichamupa mugove pamwe chete nevakawanda,+ achagovana zvakapambwa nevane simba,+ nokuti akadurura mweya wake kusvikira parufu chaipo,+ akaverengwa pamwe chete nevadariki;+ uye akatakura chivi chevanhu vakawanda,+ uye akareverera vadariki.+