Johani 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+ Jakobho 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+ 1 Johani 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ivo vanobva munyika;+ ndokusaka vachitaura zvinobva munyika uye nyika ichivateerera.+
19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+
4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+