RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Vaya vose vanondiona, vanondinyomba;+

      Vanoramba vachishama miromo yavo kwazvo, vanoramba vachidzungudza misoro yavo,+ vachiti:

  • Pisarema 22:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokuti imbwa dzakandikomba;+

      Ungano yevanoita zvakaipa yakandipoteredza.+

      Vari kuruma maoko angu nemakumbo angu sezvinoita shumba.+

  • Pisarema 35:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Haiwa, dai vaya vanondivenga pasina chikonzero vakarega kufara pamusoro pangu;+

      Vaya vanondivenga pasina chikonzero, ngavarege kuchonya ziso.+

  • Isaya 50:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndakapa varovi musana wangu, uye ndakapa vaya vanodzura bvudzi matama+ angu. Handina kuvanzira chiso changu zvinhu zvinonyadzisa uye kupfirwa mate.+

  • Isaya 53:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe