Mabasa 2:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+ VaGaratiya 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+
23 munhu uyu, uyo akaiswa kwamuri nechinangwa chakasarudzwa uye nokufanoziva kwaMwari,+ imi makamuisa padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+
13 Kristu nokutitenga+ akatisunungura+ pakutuka kwoMutemo nokuva akatukwa+ panzvimbo pedu, nokuti zvakanyorwa kuti: “Munhu wose anoturikwa padanda akatukwa.”+