Ezekieri 28:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Uri kerubhi rakazodzwa rinoita basa rokufukidza, uye ndakakugadza. Waiva pagomo dzvene raMwari.+ Waifamba-famba pakati pematombo anopenya somoto. Zvakazarurwa 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.
14 Uri kerubhi rakazodzwa rinoita basa rokufukidza, uye ndakakugadza. Waiva pagomo dzvene raMwari.+ Waifamba-famba pakati pematombo anopenya somoto.
9 Naizvozvo dhiragoni+ huru yakakandwa pasi, nyoka yepakutanga,+ iyo inonzi Dhiyabhorosi+ uye Satani,+ ari kutsausa nyika yose inogarwa;+ akakandwa panyika,+ uye ngirozi dzake dzakakandwa pasi pamwe chete naye.