Mateu 18:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kana ikasavateerera, taura neungano. Kana ikasateerera kunyange ungano, ngaive kwauri somunhu wemamwe marudzi+ uye somuteresi.+ 1 VaKorinde 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nomunhu wose anonzi hama iye ari chifeve kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo, musambodya nomunhu akadaro. 2 VaTesaronika 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi kana paine munhu asingateereri shoko redu+ riri kuuya netsamba ino, rambai muchimucherechedza,+ regai kushamwaridzana naye,+ kuti anyare.+ Tito 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+
17 Kana ikasavateerera, taura neungano. Kana ikasateerera kunyange ungano, ngaive kwauri somunhu wemamwe marudzi+ uye somuteresi.+
11 Asi zvino ndiri kukunyorerai kuti murege kufambidzana+ nomunhu wose anonzi hama iye ari chifeve kana munhu anokara+ kana anonamata zvidhori kana anotuka kana chidhakwa+ kana gororo, musambodya nomunhu akadaro.
14 Asi kana paine munhu asingateereri shoko redu+ riri kuuya netsamba ino, rambai muchimucherechedza,+ regai kushamwaridzana naye,+ kuti anyare.+
10 Kana ari munhu anoparadzira dzidziso dzenhema,+ usashamwaridzana+ naye pashure pokunge wamurayira kekutanga nekechipiri;+