Genesisi 17:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+ Eksodho 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+
17 Abramu paakanga ava nemakore makumi mapfumbamwe nemapfumbamwe, Jehovha akabva azviratidza kuna Abramu, akati kwaari:+ “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Famba pamberi pangu uve asina mhosva.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu,+ Isaka+ naJakobho+ saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuzvizivisa+ kwavari nezita rangu rokuti Jehovha.+