RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 3:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Mwari akabva atizve kuna Mozisi:

      “Izvi ndizvo zvaunofanira kuudza vaIsraeri, ‘Jehovha, Mwari wemadzitateguru enyu, Mwari waAbrahamu,+ Mwari waIsaka,+ naMwari waJakobho,+ andituma kwamuri.’ Iri ndiro zita rangu nekusingaperi,+ uye ndiro randichayeukwa naro kwezvizvarwa nezvizvarwa.

  • Eksodho 6:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu, Isaka, naJakobho saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuita kuti vandizive+ nezita rangu rekuti Jehovha.+

  • Eksodho 20:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa munyika yeIjipiti, muimba yeuranda.+

  • Pisarema 83:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Vanhu ngavazive kuti imi, mune zita rekuti Jehovha,+

      Imi mega ndimi Wekumusorosoro, kumusoro kwenyika yese.+

  • Pisarema 113:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Kubvira pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro,

      Zita raJehovha ngarirumbidzwe.+

  • Isaya 42:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;

      Hapana wandinopa kukudzwa kwangu,*

      Uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe