RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 9:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Asi ndaita kuti urambe uchirarama nechikonzero ichi: kuti ndikuratidze simba rangu uye kuti zita rangu riziviswe panyika yese.+

  • Eksodho 15:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Matungamirira vanhu vamakadzikinura nerudo rwenyu rusingachinji;+

      Muchavatungamirira nesimba renyu kunzvimbo yenyu tsvene yekugara.

      14 Marudzi anofanira kunzwa;+ achadedera;

      Vagari vemuFiristiya vachashushikana.*

  • Joshua 2:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Akati kuvarume vacho: “Ndinoziva kuti Jehovha achakupai nyika,+ uye tiri kukutyai.+ Vagari vese vemunyika vapera simba nemhaka yenyu,+ 10 nekuti takanzwa nezvekuomesa kwakaita Jehovha mvura yeGungwa Dzvuku pamberi penyu pamakabva kuIjipiti+ uye zvamakaita kumadzimambo maviri evaAmori, Sihoni+ naOgi,+ avo vamakaparadza mhiri* kwaJodhani.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe