RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 18:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Saka Pirato akati kwaari: “Saka uri mambo here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kutaura kuti ndiri mambo.+ Nekuti izvi ndizvo zvandakaberekerwa, uye ndizvo zvandakauyira munyika, kuti ndipupure chokwadi.+ Munhu wese ari kudivi rechokwadi anoteerera inzwi rangu.”

  • 1 Timoti 6:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Pamberi paMwari, uyo anochengetedza zvinhu zvese zviri zvipenyu, uye paKristu Jesu, uyo akapa uchapupu hwakanaka pamberi paPondiyo Pirato,+ ndinokurayira

  • Zvakazarurwa 1:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 uye zvinobva kuna Jesu Kristu, “Chapupu Chakatendeka,”+ “Dangwe kubva kuvakafa,”+ uye “Mutongi wemadzimambo enyika.”+

      Kuna iye anotida+ uye akatisunungura pazvivi zvedu achishandisa ropa rake,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe