RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 6:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Saka Jehovha akati kuna Mozisi: “Rega uone zvandichaitira Farao.+ Ruoko rune simba ruchamumanikidza kuti avarege vachienda, uye ruoko rune simba ruchamumanikidza kuti avadzinge munyika yake.”+

  • Eksodho 6:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 “Saka udza vaIsraeri kuti: ‘Ndini Jehovha, uye ndichakubvisai pamabasa anorema evaIjipiti ndokununurai pauranda,+ uye ndichakusunungurai neruoko rwakatambanudzwa* uye nekuvapa mitongo mikuru.+

  • Eksodho 15:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Vachabatwa nekutya nekuvhunduka.+

      Nemhaka yeukuru hweruoko rwenyu vachaita sedombo risingatsuduguki

      Kusvikira vanhu venyu vapfuura, haiwa Jehovha,

      Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe