Pisarema 78:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Akabva abudisa vanhu vake semakwai,+Akavatungamirira murenje seboka rezvipfuwo. Pisarema 100:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+ Isaya 40:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Achachengeta* makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana neruoko rwake,Uye achaatakura pachipfuva chake. Achatungamirira zvinyoronyoro aya anoyamwisa.+
3 Zivai* kuti Jehovha ndiMwari.+ Ndiye akatisika, uye tiri vake.*+ Tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
11 Achachengeta* makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana neruoko rwake,Uye achaatakura pachipfuva chake. Achatungamirira zvinyoronyoro aya anoyamwisa.+