RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 7:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 “‘Zvino umambo neushe neukuru hweumambo hwaiva pasi pematenga ese zvakapiwa vatsvene vaIye Mukurusa.+ Umambo hwavo umambo hunogara nekusingaperi,+ uye humwe ushe hwese huchava pasi pavo huchivateerera.’

  • Ruka 22:28-30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 “Kunyange zvakadaro, imi ndimi makaramba muineni+ mumiedzo yangu;+ 29 uye ndinoita sungano nemi, saBaba vangu vakaita neni sungano yeumambo,+ 30 kuti mudye nekunwa patafura yangu muUmambo hwangu,+ mugare pazvigaro zveumambo+ muchitonga madzinza 12 aIsraeri.+

  • VaHebheru 12:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Saka sezvo tiri kuona kuti tichagamuchira Umambo husingazununguswi, ngatirambei tichigamuchira nyasha, idzo dzichatibatsira kuitira Mwari basa dzvene zvinomufadza tichimutya nekumuremekedza.

  • Jakobho 2:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Teererai hama dzangu dzinodiwa. Mwari haana here kusarudza vanhu vanoonekwa sevarombo nenyika kuti vapfume pakutenda+ uye kuti vave vagari venhaka yeUmambo hwaakavimbisa vaya vanomuda?+

  • Zvakazarurwa 1:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 iye akaita kuti tive umambo+ nevapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake, chokwadi kwaari ngakuve nekukudzwa nesimba nekusingaperi. Ameni.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe