1 Petro 2:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 imi vacho, sezvo muri matombo mapenyu, muri kuvakwa kuti muve imba yemweya,+ mova vapristi vatsvene, kuti mupe zvibayiro zvemweya+ zvinogamuchirwa naMwari, kuburikidza naJesu Kristu.+ Zvakazarurwa 5:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.” Zvakazarurwa 20:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+
5 imi vacho, sezvo muri matombo mapenyu, muri kuvakwa kuti muve imba yemweya,+ mova vapristi vatsvene, kuti mupe zvibayiro zvemweya+ zvinogamuchirwa naMwari, kuburikidza naJesu Kristu.+
9 Vanoimba rwiyo rutsva,+ vachiti: “Makakodzera kutora gwaro nekubvisa zvisimbiso zvaro, nekuti makaurayiwa uye neropa renyu makatengera Mwari vanhu+ vemadzinza ese nemitauro nemarudzi,+ 10 uye makaita kuti vave umambo+ nevapristi kuna Mwari wedu.+ Ivo vachatonga semadzimambo+ pamusoro penyika.”
6 Munhu wese anomuka pakumuka kwekutanga+ anofara uye mutsvene; rufu rwechipiri+ haruna simba pana ivava,+ asi vachava vapristi+ vaMwari nevaKristu, uye vachatonga naye semadzimambo kwemakore acho 1 000.+