-
VaGaratiya 5:19-21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 Mabasa enyama anonyatsooneka, uye ndeaya: upombwe,*+ kusachena, tsika dzakafumuka,*+ 20 kunamata zvidhori, kuita zvemidzimu,*+ kuvengana, kupopotedzana, godo, kuviruka nehasha, kunetsana, kupesana, kuita tumapoka, 21 ruchiva, udhakwa,+ mitambo yekufara zvakapfurikidza, nezvinhu zvakaita seizvi.+ Ndiri kugara ndakuyambirai nezvezvinhu izvi, sekukuyambirai kwandakamboita, kuti vaya vanoita zvinhu izvi havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari.+
-