RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Kutanga kwechivi (1-13)

        • Nhema dzekutanga (4, 5)

      • Jehovha anopa mutongo kuvapanduki (14-24)

        • Uprofita pamusoro pemwana wemukadzi (15)

        • Kudzingwa kwevanhu muEdheni (23, 24)

Genesisi 3:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ndiyo yainyengera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:3; Zva 12:9; 20:2
  • +Ge 2:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vimba naJehovha naJesu Uye Usanyengerwa naSatani

    w26.08 p. 3 ndim. 3

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    “Zita Renyu Ngaritsveneswe”

    w20.06 p. 4 ndim. 9

    Chinangwa chaJehovha Chichazadzika!

    w17.02 p. 5 ndim. 9

    Nei Satani akashandisa nyoka kutaura naEvha?

    w11 1/1 p. 12

    Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

    w11 5/15 pp. 16-17 ndim. 4-5

    Ngwarira “Inzwi Revaeni”

    w04 9/1 p. 14 ndim. 8

    Usarega Kusava Nechokwadi Kuchiparadza Kutenda Kwako

    w01 7/1 p. 19

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w01 11/15 p. 27

    Vimba naJehovha Neshoko Rake

    w96 2/1 p. 23 ndim. 6

    Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni

    w94 4/1 p. 10

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w90 10/15 p. 30

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 3-5

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 12-13

Genesisi 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 3-5

Genesisi 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:8, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 3-5

Genesisi 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 8:44; 1Jo 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Haatongi Zvakarurama Here?”

    cl chits. 12 ndim. 7-8

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    “Zita Renyu Ngaritsveneswe”

    w20.06 p. 4 ndim. 10

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w19.12 p. 15

    Kutaura Chokwadi

    w18.10 pp. 6-7 ndim. 2-3

    Pane Kwatinoenda Here Kana Tafa?

    bhs chits. 6 ndim. 11

    Nei Mwari Achibvumira Kutambura?

    w14 1/1 p. 9

    Nei Zvakaipa Zvichiripo?

    w07 9/15 pp. 5-6

    Vakafa Vari Kupi?

    bh chits. 6 ndim. 11

    Nei Mwari Achibvumidza Kutambura?

    kl chits. 8

    Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni

    w94 4/1 p. 10 ndim. 5

    Murangariro Wako Womweya Unotapura Upenyu Hwako

    w90 5/1 pp. 22-23 ndim. 22-23

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 3-5

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 13

Genesisi 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Mwari Haatongi Zvakarurama Here?”

    cl chits. 12 ndim. 7-8

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    Tingava Sei Nerusununguko Rwechokwadi?

    w18.04 p. 5 ndim. 11

    Pane Kwatinoenda Here Kana Tafa?

    bhs chits. 6 ndim. 11

    Chinangwa chaJehovha Chichazadzika!

    w17.02 p. 5 ndim. 9

    Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo

    w16.08 p. 9 ndim. 4

    Nei Mwari Achibvumira Kutambura?

    w14 1/1 pp. 9-10

    Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

    w11 5/15 p. 16 ndim. 5

    Mhuri dzevaKristu—Tevedzerai Muenzaniso waJesu!

    w09 7/15 p. 9 ndim. 8

    Nei Zvakaipa Zvichiripo?

    w07 9/15 pp. 5-7

    Chivi Chokutanga Chaiva Chei?

    g06.07 pp. 14-15

    Vakafa Vari Kupi?

    bh chits. 6 ndim. 11

    Ngwarira “Inzwi Revaeni”

    w04 9/1 p. 14 ndim. 8

    Nei Mwari Achibvumidza Kutambura?

    kl chits. 8

    Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni

    w94 4/1 pp. 11-13 ndim. 6-16

    Nokukurumidza—Nyika Isina Marwadzo!

    w90 7/15 p. 4

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 3-5

    Chirevo Chinobatanidza Iwe

    tp chits. 5 ndim. 13

Genesisi 3:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “uchifadza maziso.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:3; 1Ti 2:14; Jak 1:14, 15
  • +VaR 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Seiko Panyika Pachiitika Zvakaipa Uye Vanhu Vachitambura?

    lff chidzidzo 26

    Mwari Anorwadziwa—Tingaitei Kuti Afare?

    w13 9/1 p. 15

    Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu Hwako?

    w11 5/15 p. 16 ndim. 5

    Tinogona Kudzidza Kuvanhu Vaviri Vokutanga

    w00 11/15 pp. 25-27

    “Pashure Pezvo Akapawo Mumwe Kumurume Wake”

    w90 6/15 p. 31

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 pp. 22-23 ndim. 5-6

Genesisi 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chinonditadzisa Kubhabhatidzwa?

    w19.03 p. 5 ndim. 12

Genesisi 3:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 1

    Fara Kuti Unoziva Jehovha

    w01 7/1 p. 7 ndim. 1

    ‘Yakanga Iri Nguvai?’

    w91 8/1 p. 21

Genesisi 3:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvinokwanisika Kuti Vanhu Vose Varemekedzwe

    w06 8/1 pp. 4-5

    Chii Chiri Kutya Jehovha Kwatinofanira Kuva Nako?

    w94 2/15 p. 30

Genesisi 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:25
  • +Ge 2:17

Genesisi 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vakadzi Vanoitei Pakuzadziswa Kwechinangwa chaJehovha?

    w14 8/15 p. 7 ndim. 4

    “Akavasika Murume Nomukadzi”

    w97 6/15 p. 15 ndim. 5

    Nhamo Yemhuri—Chiratidzo Chenguva

    w92 10/15 p. 6

    Jehovha Haana Mhaka

    w92 11/15 p. 15 ndim. 8

Genesisi 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 11:3; 1Ti 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinofanira Kushora Satani Nokuda Kwezvivi Zvedu Here?

    g98 9/8 p. 30

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 22 ndim. 6

Genesisi 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 6/15 p. 31

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 1—Genesi

    si p. 14 ndim. 10

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 23 ndim. 7

    Vimba naJehovha

    w87 12/15 pp. 11-12 ndim. 8-10

Genesisi 3:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 12:7, 17
  • +Zva 12:9
  • +Zva 12:1
  • +Joh 8:44; 1Jo 3:10
  • +Ge 22:18; 49:10; VaG 3:16, 29
  • +Zva 20:2, 10
  • +Mt 27:50; Mab 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakaitwa naJehovha Kuti Anunure Vanhu Pachivi Nerufu

    w24.08 p. 3 ndim. 5

    Nzwisisa Zvakazara Shoko raMwari

    w23.10 pp. 20-21

    Pane Uprofita Hwekare Hunokosha Kwauri

    w22.07 pp. 14-19

    “Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene”

    cl chits. 19

    Wanano—Matangiro Ayakaita Uye Chinangwa Chayo

    w16.08 p. 9 ndim. 6

    Vechidiki, Simbisai Kutenda Kwenyu

    w16.09 pp. 25-26 ndim. 8-9

    Shanduro yeNyika Itsva Yakadzokororwa Yakabudiswa Muna 2013

    w15 12/15 pp. 14-15

    Iva Nokutenda Kwakasimba muUmambo

    w14 10/15 pp. 8-9 ndim. 6-8

    Muchava “Umambo hweVapristi”

    w14 10/15 pp. 13-14 ndim. 1-2

    Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”

    w12 6/15 pp. 7-11

    Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

    w12 6/15 p. 15 ndim. 5-6

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w12 6/15 p. 19

    Kuguma Kuchaita Nyika Ino

    w12 9/15 pp. 3-7

    Chinoita Kuti Kuziva nezveEdheni Kukoshe Kwauri

    w11 1/1 p. 10

    Vakarasa Kodzero Yokugara Muparadhiso

    bm chikamu 2

    Pauro Anonyorera Ungano

    bm chikamu 24

    Ngirozi—“Midzimu Yebasa Rinoitirwa Vanhu Vose”

    w09 5/15 p. 22 ndim. 6

    Unokoshesa Zvakaitwa naJehovha Kuti Akununure Here?

    w09 9/15 pp. 26-27

    “Rwisanai naDhiyabhorosi” Sezvakaita Jesu

    w08 11/15 p. 27 ndim. 1

    Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari

    w08 12/15 pp. 12-16

    “Unofanira Kufara Kwazvo”

    w07 1/1 pp. 20-25

    Uchangamire hwaJehovha noUmambo hwaMwari

    w07 12/1 pp. 22-25 ndim. 9-19

    Unotsigira Uchangamire hwaJehovha Here?

    w07 12/1 pp. 26-28

    Tinoda Mesiya Here?

    w06 2/15 p. 4

    Kutarisira Kunoita Kuti Chinangwa chaMwari Chizadzike

    w06 2/15 pp. 17-19 ndim. 6-10

    Jehovha Anozivisa “Zvokuguma Kubvira Pakutanga”

    w06 6/1 pp. 23-24 ndim. 9-12

    Musoro Mukuru weBhaibheri

    re chits. 2 ndim. 3-25

    Umambo hwaMwari Hwaberekwa!

    re chits. 27 ndim. 16

    Kupwanya Musoro Wenyoka

    re chits. 40

    Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe

    w05 5/1 pp. 11-12 ndim. 15-16

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 11/15 p. 30

    Uyo Akapupurirwa Nevaprofita Vose

    wt chits. 4

    Iva Nokutenda Mushoko raMwari Rouprofita!

    w00 5/15 pp. 15-16 ndim. 1-5

    Tariro Yokumuka Ndeyechokwadi!

    w00 7/15 p. 13 ndim. 13

    Zvibayiro Zvaifadza Mwari

    w00 8/15 p. 13 ndim. 7

    Nzira Bedzi Inoenda Kuupenyu Husingaperi

    w99 4/15 pp. 10-11

    Jehovha ndiMwari Wesungano

    w98 2/1 pp. 9-10 ndim. 5-7

    Zvikomborero Zvikuru Kupfurikidza Nesungano Itsva

    w98 2/1 pp. 13-18 ndim. 1-19

    Jehovha—Mwari Anozivisa Zvakavanzika

    w97 6/1 p. 8 ndim. 7

    Mbeu yeNyoka—Inoziviswa Sei?

    w96 6/1 pp. 9-14

    Kudzidzisa Kwoumwari Kunokurira

    w94 2/1 pp. 10-11 ndim. 9-10

    Mesia—Itariro Chaiyoiyo Here?

    w92 10/1 p. 8

    Tsinhirano Yose yeBhaibheri

    gm chits. 11 ndim. 3-29

    Kuramba Takarongeka Nokuda Kwokupukunyuka Ndokupinda Mumireniyumu

    w89 9/1 p. 18 ndim. 2-3

    Kuzivisa Nyoka

    w88 9/1 pp. 9-12 ndim. 4-18

    Vimba naJehovha

    w87 12/15 pp. 11-12 ndim. 8-12

Genesisi 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mwari Ane Hanya Nevanhukadzi Zvechokwadi Here?

    w12 9/1 p. 4

    Vakadzi

    rs p. 396 ndim. 3

    Bhaibheri Rinozvidza Vakadzi Here?

    g06.01 p. 31

    Chivimbo Chinogona Kudzorerwa!

    w98 8/15 p. 6

    “Akavasika Murume Nomukadzi”

    w97 6/15 p. 15 ndim. 5

    Nzvimbo Ine Chiremera Yavakadzi Pakati Pavabatiri Vapakuvamba vaMwari

    w95 7/15 p. 11 ndim. 7-8

    Mhuri Dzoumwari Dzomunguva Yakapfuura—Muenzaniso Womuzuva Redu

    w95 9/15 pp. 20-21

    Nzira Yokusimbisa Nayo Zvisungo Zveroorano

    w93 8/15 pp. 5-6

    Nhamo Yemhuri—Chiratidzo Chenguva

    w92 10/15 p. 6

    Basa Romukadzi muMagwaro

    w91 7/1 p. 11

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 24 ndim. 8

Genesisi 3:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Munhu Wepanyika; Vanhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:17
  • +Ge 5:29
  • +VaR 8:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raGenesi—I

    w04 1/1 p. 29 ndim. 2

    Tarira Kuna Jehovha Nokuda Kwenyaradzo

    w96 11/1 p. 8 ndim. 5-8

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 pp. 24-26 ndim. 9-15

Genesisi 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:7
  • +Pis 104:29; Mup 3:20; 12:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichichembera Uye Tichifa?

    wp19 nha. 3 pp. 8-9

    Pane Kwatinoenda Here Kana Tafa?

    bhs chits. 6 ndim. 13

    Kufa Uye Kumuka kwaJesu—Kunoita Kuti Uwanei?

    w15 3/1 p. 5

    Nei Tichikwegura Tofa?

    w08 3/1 pp. 30-31

    Kana Munhu Afa Atotsakatika Here?

    g08.01 p. 21

    Vakafa Vari Kupi?

    bh chits. 6 ndim. 13

    Une Mudzimu Usingafi Here?

    w01 7/15 p. 5

    Upenyu Pashure Porufu—Bhaibheri Rinotii?

    w99 4/1 p. 16 ndim. 8

    Upenyu Hutsva Nokuda Kwavakare Vedu

    w95 5/15 p. 4

    Nei Tichikwegura Ndokufa?

    kl chits. 6

    Midzimu Haina Kurarama Ndokufira Pasi Pano

    sp pp. 4-5

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 pp. 24-26 ndim. 9-15

Genesisi 3:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Mupenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 17:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Unoonga Here?

    w99 4/15 p. 17

Genesisi 3:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mutsa—Unhu Hunoratidzwa Nezvatinotaura Nezvatinoita

    w18.11 p. 28

    Zvinokwanisika Kuti Vanhu Vose Varemekedzwe

    w06 8/1 p. 5

    Philo wokuAlexandria Aisanganisa Magwaro Nokufungidzira

    w05 6/15 pp. 9-10

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 26 ndim. 14-15

Genesisi 3:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:5
  • +Ge 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1963

    Ichokwadi Here Kuti Kwaiva Nemunda weEdheni?

    w11 1/1 p. 7

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w03 10/15 p. 27

    Tinogona Kudzidza Kuvanhu Vaviri Vokutanga

    w00 11/15 p. 27

    Upenyu Husingaperi Hunobvira Chaizvoizvo Here?

    w99 4/15 p. 8 ndim. 17-18

Genesisi 3:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:8
  • +Ge 3:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 p. 26 ndim. 14-15

Genesisi 3:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:1; Isa 37:16; Eze 10:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kutsungirira Ngakupedze Basa Rakwo”

    w16.04 pp. 16-17

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    w13 1/1 p. 14

    “Kunyange Zvazvo Iye Akafa, Achiri Kutaura”

    ia chits. 1 ndim. 16-17

    Unotya Vakafa Here?

    w09 1/1 p. 12

    Guta Rinon’animira

    re chits. 43 ndim. 5

    Kariro dzeParadhiso Dzakanaka Pasinei Zvapo Nokusateerera Kwavanhu

    w89 8/1 pp. 22-26 ndim. 2-15

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 3:12VaK 11:3; Zva 12:9; 20:2
Gen. 3:1Ge 2:17
Gen. 3:2Ge 2:16
Gen. 3:3Ge 2:8, 9
Gen. 3:4Joh 8:44; 1Jo 3:8
Gen. 3:5Ge 3:22
Gen. 3:62VaK 11:3; 1Ti 2:14; Jak 1:14, 15
Gen. 3:6VaR 5:12
Gen. 3:7Ge 3:21
Gen. 3:11Ge 2:25
Gen. 3:11Ge 2:17
Gen. 3:132VaK 11:3; 1Ti 2:14
Gen. 3:14Ge 3:1
Gen. 3:15Zva 12:7, 17
Gen. 3:15Zva 12:9
Gen. 3:15Zva 12:1
Gen. 3:15Joh 8:44; 1Jo 3:10
Gen. 3:15Ge 22:18; 49:10; VaG 3:16, 29
Gen. 3:15Zva 20:2, 10
Gen. 3:15Mt 27:50; Mab 3:15
Gen. 3:17Ge 2:17
Gen. 3:17Ge 5:29
Gen. 3:17VaR 8:20
Gen. 3:19Ge 2:7
Gen. 3:19Pis 104:29; Mup 3:20; 12:7
Gen. 3:20Mab 17:26
Gen. 3:21Ge 3:7
Gen. 3:22Ge 3:5
Gen. 3:22Ge 2:9
Gen. 3:23Ge 2:8
Gen. 3:23Ge 3:19
Gen. 3:24Pis 80:1; Isa 37:16; Eze 10:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 3:1-24

Genesisi

3 Nyoka+ ndiyo yakanga yakachenjera* kupfuura mhuka dzese dzemusango dzakanga dzaitwa naJehovha Mwari. Saka yakati kumukadzi: “Ichokwadi here kuti Mwari akati hamufaniri kudya michero yemiti yese yemumunda?”+ 2 Mukadzi akabva ati kunyoka: “Tingadya hedu michero yemiti yemumunda.+ 3 Asi Mwari akataura nezvemuchero wemuti uri pakati pemunda,+ achiti: ‘Musaudya, kana kuubata; mukangodaro muchafa.’” 4 Nyoka yakabva yati kumukadzi: “Chokwadi hamumbofi.+ 5 Nekuti Mwari anoziva kuti zuva ramuchaudya, maziso enyu achasvinudzwa uye muchafanana naMwari, muchiziva zvakanaka nezvakaipa.”+

6 Audzwa izvi, mukadzi akaona kuti muti wacho wakanga wakanakira kudya uye kuti wakanga uchiyevedza,* chokwadi, muti wacho waifadza kutarisa. Saka akatemha muchero wawo akatanga kuudya.+ Akazopawo murume wake paakanga ava naye, akatanga kuudya.+ 7 Maziso avo akabva asvinudzwa, vakabva vaziva kuti vakanga vasina kupfeka. Saka vakasonanidza mashizha emuonde, vakazvigadzirira zvinofukidza chiuno.+

8 Gare gare vakanzwa inzwi raJehovha Mwari paakanga achifamba mumunda pakwainge kwava kutonhorera, uye murume nemudzimai wake vakanohwanda Jehovha Mwari pakati pemiti yemumunda. 9 Jehovha Mwari akaramba achishevedza munhu achiti kwaari: “Uri kupiko?” 10 Akazodaira achiti: “Ndanzwa inzwi renyu mumunda, asi ndatya nekuti ndanga ndisina kupfeka, saka ndahwanda.” 11 Iye akati: “Ndiani akuudza kuti wanga usina kupfeka?+ Asi wadya muchero wemuti wandakati usadye?”+ 12 Murume akati: “Mukadzi wamakandipa ndiye andipa muchero wemuti wacho, saka ndadya.” 13 Jehovha Mwari akabva ati kumukadzi: “Chii ichi chawaita?” Mukadzi wacho akapindura kuti: “Nyoka ndiyo yandinyengera, saka ndadya.”+

14 Jehovha Mwari akabva ati kunyoka:+ “Nemhaka yezvawaita izvi, watukwa pazvipfuwo zvese nepamhuka dzese dzesango. Uchafamba nedumbu, uye uchadya guruva mazuva ese eupenyu hwako. 15 Ndichaisa ruvengo+ pakati pako+ nemukadzi,+ nepakati pevana*+ vako nemwana*+ wake. Iye achakupwanya musoro+ uye iwe uchamuruma pachitsitsinho.”+

16 Kumukadzi akati: “Ndichawedzera kwazvo kurwadziwa kwako nepamuviri; uchasununguka vana uchirwadziwa, uchada kugara uchingova pedyo nemurume wako, uye achakutonga.”

17 Kuna Adhamu* akati: “Sezvo wateerera inzwi remudzimai wako, ukadya muchero wemuti wandakakurayira+ ndichiti, ‘Usaudya,’ ivhu ratukwa nemhosva yako.+ Uchadya zvibereko zvaro uchirwadziwa mazuva ese eupenyu hwako.+ 18 Richakumerera minzwa nemasora anobaya, uye uchadya zvinomera zvemusango. 19 Uchadya zvekudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nekuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+

20 Pashure peizvi, Adhamu akatumidza mudzimai wake kuti Evha,* nekuti ndiye aizova amai vemunhu wese mupenyu.+ 21 Jehovha Mwari akagadzirira Adhamu nemudzimai wake nguo refu dzematehwe, kuti vapfeke.+ 22 Jehovha Mwari akabva ati: “Iye zvino munhu ava semumwe wedu pakuziva zvakanaka nezvakaipa.+ Saka kuti arege kutambanudza ruoko rwake, otorawo michero yemuti weupenyu,+ odya, orarama nekusingagumi,—” 23 Jehovha Mwari akabva amudzinga mumunda weEdheni+ kuti arime ivhu raakanga atorwa kwariri.+ 24 Saka akadzingira munhu kunze, akaisa makerubhi+ kumabvazuva kwemunda weEdheni nebakatwa raibvira moto raigara richitenderera richichengetedza nzira yaienda kumuti weupenyu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe