RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Ngirozi ina dzakabata mhepo ina dzinoparadza (1-3)

      • Vanhu 144 000 vanoiswa chisimbiso (4-8)

      • Boka guru rakapfeka nguo chena (9-17)

Zvakazarurwa 7:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaramba Sei ‘Takamirira?’

    w13 11/15 p. 13 ndim. 13

    “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”

    w07 12/15 p. 16 ndim. 2-3

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

    Zvisiko Zvitsva Zvinobudiswa!

    w93 1/1 p. 6

    Ngirozi—Ko Dzinotapura Upenyu Hwako Here?

    w87 12/15 p. 7

Zvakazarurwa 7:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19 ndim. 6-7

Zvakazarurwa 7:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 1:22; VaE 1:13; 4:30
  • +Zva 9:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Tichaenda Nemi”

    w16.01 p. 23 ndim. 3

    ‘Ucharamba Wakarinda’ Here?

    w15 3/15 p. 15 ndim. 11

    Tingaramba Sei ‘Takamirira?’

    w13 11/15 p. 13 ndim. 13

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w07 1/1 pp. 30-31

    “Mirai Makasimba Muone Ruponeso rwaJehovha”

    w07 12/15 p. 16 ndim. 2-3

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19 ndim. 6-9

    Kumutsidzira Zvapupu Zviviri

    re chits. 25 ndim. 6

    Rumbidzai Jah Nokuda Kwamarutongeso Ake!

    re chits. 38 ndim. 16-17

    Ndianiko “Ucharwirwa”?

    w98 5/1 p. 15 ndim. 8

    Boka Guru Ravanamati Vechokwadi—Vakabva Kupi?

    w95 2/1 pp. 9-10 ndim. 2-5

Zvakazarurwa 7:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:1, 3
  • +VaR 2:29; 9:6; VaG 6:16; Zva 21:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndivanaani Vanoenda Kudenga?

    ijwbq nyaya 116

    Denga

    rs p. 71 ndim. 4

    VaJudha

    rs p. 395 ndim. 4

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w04 9/1 pp. 30-31

    “Mashoko Anofadza” Ari muApocalypse

    w99 12/1 p. 11 ndim. 10

    Vadiwa Vedu Vakafa Vari Kupi Zvino?

    w88 9/15 pp. 6-7

Zvakazarurwa 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

Zvakazarurwa 7:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 41:51

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

Zvakazarurwa 7:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

Zvakazarurwa 7:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuisa Chisimbiso Israeri waMwari

    re chits. 19

Zvakazarurwa 7:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemitauro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 2:2; Zva 15:4
  • +Zva 7:14
  • +Re 23:40; Joh 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129

    Bhuku raZvakazarurwa Rinotii Nezveramangwana Rako?

    w22.05 p. 16 ndim. 6

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 7

    “Ndakaona Boka Guru Revanhu”

    w19.09 pp. 26-31

    Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha

    mwb19.12 p. 2

    “Ndichaita Kuti Vave Rudzi Rumwe Chete”

    rr chits. 12 ndim. 15

    Unogona Kubatsirwa Nesungano Itsva

    jr chits. 14 ndim. 16

    Denga

    rs p. 72

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20

    Kuimba Rwiyo Rutsva Rworukundo

    re chits. 29 ndim. 14-15

    Boka Guru Pamberi Pechigaro choUmambo chaJehovha

    wt chits. 13

    ‘Tarirai! Boka Guru Revanhu!’

    w01 5/15 pp. 14-15

    “Mashoko Anofadza” Ari muApocalypse

    w99 12/1 p. 11 ndim. 11

    Ivai Varavi Vanofara Vebhuku Razvakazarurwa

    w99 12/1 p. 17 ndim. 12

    Boka Guru Richagara Mudenga Here? Kana Kuti Pasi Pano?

    jv chits. 12

    Boka Guru Ravanamati Vechokwadi—Vakabva Kupi?

    w95 2/1 p. 13

    Boka Guru Riri Kuita Basa Rinoyera

    w95 2/1 pp. 14-19

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w95 4/15 p. 31

    Mibato Yakakudzwa Mukati Mokuvapo kwaKristu

    w93 5/1 pp. 17-18

    Hurumende Ichaunza Paradhiso

    bp p. 28

    Kutora Rutivi Mu“mufaro” wo“Muchinda woRugare”

    ws chits. 8

    Pashure Pesungano Itsva—Umambo Hwamakore Ane Chiuru

    ws chits. 14 ndim. 9-15

    Mhuri Yohunhu Inofara Mukutungamirira Kwohubaba Hutsva

    ws chits. 20

    Mwari Haasaruri

    w88 5/15 p. 15 ndim. 20

Zvakazarurwa 7:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2, 3
  • +Mab 4:12; Zva 5:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Denga

    rs p. 72

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 9-11

    Boka Guru Riri Kuita Basa Rinoyera

    w95 2/1 p. 19 ndim. 18

    Kutora Rutivi Mu“mufaro” wo“Muchinda woRugare”

    ws chits. 8 ndim. 16-17

Zvakazarurwa 7:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:4; 11:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 8

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20

Zvakazarurwa 7:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 8

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20

Zvakazarurwa 7:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 7:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 31 ndim. 6

    “Kumuka Kwokutanga”—Kuri Kutoitika!

    w07 1/1 pp. 27-28 ndim. 10-11

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 17

Zvakazarurwa 7:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 24:21; Mk 13:19
  • +Joh 1:29; VaH 9:14; 1Jo 1:7; Zva 1:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Chii Chichaitika Kuzvitendero?—Bhaibheri Rinomboti Kudii?

    mrt nyaya 129 ndim. 13

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 9

    Unogona Kubatsirwa Nesungano Itsva

    jr chits. 14 ndim. 16

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raZvakazarurwa—I

    w09 1/15 p. 31 ndim. 6

    “Svinurira”

    w09 3/15 pp. 18-19

    Kutorwa

    rs p. 186 ndim. 1

    Vanonzi Vakakodzera Kutungamirirwa Kuzvitubu Zvemvura Youpenyu

    w08 1/15 p. 25 ndim. 3-4

    “Kumuka Kwokutanga”—Kuri Kutoitika!

    w07 1/1 pp. 27-28 ndim. 10-11

    Unoona Zvinhu Zvitsvene Semaonero Anoita Jehovha Here?

    w06 11/1 p. 26 ndim. 18

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 17-24

    Boka Guru Pamberi Pechigaro choUmambo chaJehovha

    wt chits. 13 ndim. 4-13

    VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira

    w00 11/15 p. 13 ndim. 14

    Boka Guru Riri Kuita Basa Rinoyera

    w95 2/1 pp. 15-19 ndim. 6-19

    Kuchava Norumuko Rwavakarurama

    w95 2/15 p. 11 ndim. 14

    Kuponeswa Vari Vapenyu Mudambudziko Guru

    w95 2/15 pp. 13-17

    “Makatengwa Nomutengo”

    w91 2/15 p. 18 ndim. 10-11

    Famba Sezvinoraidzwa naJehovha

    w91 6/15 pp. 14-15 ndim. 8-9

    Mhuri Yohunhu Inofara Mukutungamirira Kwohubaba Hutsva

    ws chits. 20

Zvakazarurwa 7:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 4:2
  • +Pis 15:1; Zva 21:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya

    w23.10 p. 28 ndim. 16

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 9-10

    Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha

    mwb19.12 p. 2

    “Ndichaita Kuti Vave Rudzi Rumwe Chete”

    rr chits. 12 ndim. 15

    Kudza Mwari Zuva Rimwe Nerimwe Roupenyu Hwako

    w10 1/15 pp. 21-23

    “Mudzimu Nomwenga Vanoramba Vachiti: ‘Uya!’”

    w10 2/15 p. 17 ndim. 13

    Tevedzera Jesu—Namata Mwari Nenzira Yaanoda

    w08 9/15 p. 28

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 14-25

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w02 5/1 pp. 30-31

    VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira

    w00 11/15 p. 13 ndim. 15

    Boka Guru Richagara Mudenga Here? Kana Kuti Pasi Pano?

    jv chits. 12

    Kukunda Kwekunamata Kwechokwadi Kunoswedera Pedyo

    w96 7/1 pp. 20-21

    Boka Guru Riri Kuita Basa Rinoyera

    w95 2/1 pp. 15-19 ndim. 6-15

    Mazuva Okupedzisira—Nguva Yokucheka

    w88 1/1 p. 17

Zvakazarurwa 7:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 121:6; Isa 49:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 11

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 26-29

Zvakazarurwa 7:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pakati pechigaro cheumambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 5:6
  • +Joh 10:11
  • +Zva 22:1
  • +Isa 25:8; Zva 21:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zita Rako Riri “Mubhuku Reupenyu” Here?

    w22.09 p. 16 ndim. 7

    Boka Guru Remamwe Makwai Rinorumbidza Mwari naKristu

    w21.01 p. 16 ndim. 11

    Zviri Kuitwa Nomutungamiriri Wedu Nhasi

    w10 9/15 p. 29 ndim. 17

    Tevedzera Jesu—Namata Mwari Nenzira Yaanoda

    w08 9/15 p. 28

    Boka Guru Ravazhinji-zhinji

    re chits. 20 ndim. 26-29

    Denga Idzva Nepasi Idzva

    re chits. 42 ndim. 6

    Kufudza Boka raMwari Norudo

    w94 10/1 p. 16 ndim. 4

    Farai Mutariro yoUmambo!

    w91 12/15 p. 12 ndim. 15-16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 7:32VaK 1:22; VaE 1:13; 4:30
Zvak. 7:3Zva 9:4
Zvak. 7:4Zva 14:1, 3
Zvak. 7:4VaR 2:29; 9:6; VaG 6:16; Zva 21:12
Zvak. 7:6Ge 41:51
Zvak. 7:9Isa 2:2; Zva 15:4
Zvak. 7:9Zva 7:14
Zvak. 7:9Re 23:40; Joh 12:13
Zvak. 7:10Zva 4:2, 3
Zvak. 7:10Mab 4:12; Zva 5:6
Zvak. 7:11Zva 4:4; 11:16
Zvak. 7:12Zva 4:11
Zvak. 7:13Zva 7:9
Zvak. 7:14Mt 24:21; Mk 13:19
Zvak. 7:14Joh 1:29; VaH 9:14; 1Jo 1:7; Zva 1:5
Zvak. 7:15Zva 4:2
Zvak. 7:15Pis 15:1; Zva 21:3
Zvak. 7:16Pis 121:6; Isa 49:10
Zvak. 7:17Zva 5:6
Zvak. 7:17Joh 10:11
Zvak. 7:17Zva 22:1
Zvak. 7:17Isa 25:8; Zva 21:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 7:1-17

Bhuku raZvakazarurwa

7 Pashure peizvi, ndakaona ngirozi ina dzakamira pamakona mana enyika, dzakabata zvakasimba mhepo ina dzenyika, kuti parege kuva nemhepo ingavhuvhuta panyika kana mugungwa kana pamuti chero upi zvawo. 2 Ndakaonawo imwe ngirozi ichikwidza ichibva kumabvazuva, iine chisimbiso* chaMwari mupenyu; uye yakashevedzera nenzwi guru kungirozi ina dzakanga dzabvumirwa kukuvadza nyika negungwa, 3 ichiti: “Musakuvadza nyika kana gungwa kana miti, kusvikira taisa zvisimbiso+ pahuma dzevaranda vaMwari wedu.”+

4 Uye ndakanzwa nhamba yevaya vakaiswa chisimbiso, vanokwana 144 000,+ avo vakabva mumadzinza ese evanakomana vaIsraeri:+

5 Mudzinza raJudha makaiswa chisimbiso vanhu 12 000;

mudzinza raRubheni 12 000;

mudzinza raGadhi 12 000;

6 mudzinza raAsheri 12 000;

mudzinza raNaftari 12 000;

mudzinza raManase+ 12 000;

7 mudzinza raSimiyoni 12 000;

mudzinza raRevhi 12 000;

mudzinza raIsakari 12 000;

8 mudzinza raZebhuroni 12 000;

mudzinza raJosefa 12 000;

mudzinza raBhenjamini makaiswa chisimbiso vanokwana 12 000.

9 Pashure peizvi, ndakaona boka guru revanhu vakanga vasingakwanisi kuverengwa nemunhu, vanobva kumarudzi ese nemadzinza nevanhu nendimi,*+ vamire pamberi pechigaro cheumambo nepamberi peGwayana, vakapfeka nguo refu chena,+ uye vakabata mapazi emichindwe.+ 10 Vanoramba vachishevedzera nenzwi guru, vachiti: “Ruponeso rwedu runobva kuna Mwari wedu agere pachigaro cheumambo,+ uye kuGwayana.”+

11 Ngirozi dzese dzainge dzakamira dzakakomberedza chigaro cheumambo nevakuru+ nezvisikwa zvipenyu zvina, uye dzakawira pamberi pechigaro cheumambo nezviso zvadzo dzikanamata Mwari, 12 dzichiti: “Ameni! Kurumbidzwa nekukudzwa neuchenjeri nekuonga nekuremekedzwa nemasimba nesimba ngazvive kuna Mwari wedu nariini nariini.+ Ameni.”

13 Mumwe wevakuru akabva ati kwandiri: “Ko ava vakapfeka nguo refu chena+ ndivanaani uye vakabvepi?” 14 Ndakabva ndangoti kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena muropa reGwayana.+ 15 Ndokusaka vari pamberi pechigaro cheumambo chaMwari, uye vachimuitira basa dzvene siku nesikati mutemberi yake. Iye agere pachigaro cheumambo+ achatambanudza tende rake pamusoro pavo.+ 16 Havazonzwi nzara kana nyota, uyewo havazopiswi nezuva kana nekumwewo kupisa kukuru,+ 17 nekuti Gwayana,+ iro riri pedyo nechigaro cheumambo,* richavafudza+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura yeupenyu.+ Mwari achapukuta misodzi yese pamaziso avo.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe