RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaHebheru

      • Jesu, Mukwanisi wekutenda kwedu (1-3)

        • Gore guru rezvapupu (1)

      • Usaramba kurayirwa kwaunoitwa naJehovha (4-11)

      • Ruramisai nzira dzetsoka dzenyu (12-17)

      • Kuswedera kuJerusarema rekudenga (18-29)

VaHebheru 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 3:12
  • +1VaK 9:24, 26; VaF 3:13, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Takura Zvaunofanira Kutakura, Uye Bvisa Zvimwe Zvese

    w23.08 pp. 26-31

    “Tarisira Kuna Jehovha”

    w22.06 p. 25

    Zvapupu zvaJehovha vaKristu Vechokwadi Here?

    lff chidzidzo 19 pfungwa 2

    Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira

    w11 9/15 pp. 17-18 ndim. 10-12

    “Mhanyai . . . Kuti Muuwane”

    w11 9/15 pp. 20-23 ndim. 1-13

    Zvapupu zvaJehovha

    rs p. 416 ndim. 1

    Takaneta asi Hatisi Kupera Simba

    w04 8/15 pp. 23-24

    Kufunganya Kunoratidza Kusava Nokutenda Here?

    g04 6/8 p. 17

    Uipi Hwakunda Here?

    w03 1/15 p. 5

    ‘Mhanyai Saizvozvo’

    w01 1/1 pp. 29-30

    Unogona Kutsungirira Kusvikira Kumugumo

    w99 10/1 pp. 17-21

    Nei Jehovha Achifanira Kuva Nezvapupu?

    jv chits. 1

    Usarega Munhangemutange Youpenyu!

    w98 1/1 pp. 6-11

    “Tinofamba Nokutenda, Hatifambi Nokuona”

    w98 1/15 p. 13 ndim. 20

    Enoki—Aisatya Pasinei Zvapo Nezvinetso Zvose

    w97 1/15 p. 30

    “Ngatibviseiwo Chinorema Chiri Chose”

    w91 10/15 p. 22

    Kumhanya Nhangemutange Netsungiriro

    w91 11/1 pp. 13-18

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 pp. 12-13 ndim. 8-11

    Ipa Zvibairo Zvinofadza Jehovha

    w89 12/15 p. 21 ndim. 6

VaHebheru 12:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:6; Mab 5:31; VaH 2:10
  • +Pis 110:1; VaH 10:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsanangudzo Yemashoko emuBhaibheri

    nwt p. 1961

    Chiramba Uri Murudo rwaMwari

    lvs chits. 17 ndim. 18-19

    “Kutsungirira Ngakupedze Basa Rakwo”

    w16.04 p. 15 ndim. 10

    Jehovha Anopa Mubayiro Vaya Vanomutsvaka Nomwoyo Wose

    w16.12 p. 27 ndim. 12

    ‘Zvivakei Pakutenda Kwenyu Kutsvenetsvene’

    lv chits. 17 ndim. 18-19

    Ramba Kungoita Gundamusaira

    w10 8/15 p. 5

    Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”

    w09 7/15 pp. 6-7 ndim. 16-17

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 4

    Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga

    w06 10/1 p. 26 ndim. 2

    Vakadzidziswa Kupupurira Kwazvo

    w05 1/1 p. 15 ndim. 16

    Rambai Muchifamba Sokufamba Kwakaita Jesu Kristu

    w05 9/15 p. 21 ndim. 1-2

    ‘Mhanyai Saizvozvo’

    w01 1/1 p. 31

    Iva Anoda Kumirira!

    w00 9/1 p. 12 ndim. 4

    Unogona Kutsungirira Kusvikira Kumugumo

    w99 10/1 p. 21 ndim. 18-19

    Kutenda kwechiKristu Kuchaedzwa

    w98 5/15 p. 10 ndim. 3

    Tarira Seri Kwezvinhu Zvaunoona!

    w96 2/15 pp. 28-29

    Uri Kuita Kuda kwaMwari Here?

    w94 3/1 p. 30

    Jesu Aigona Kuva Aitenda Mwari Here?

    w94 10/15 pp. 13-14

    Tsungiriro—Inokosha Nokuda kwamaKristu

    w93 9/15 pp. 13-14 ndim. 17-20

    Zadzwa Nomufaro

    w91 1/1 p. 16 ndim. 4-5

    Shandisa Kutenda Kwakavakirwa Pazvokwadi

    w91 9/15 p. 12 ndim. 15

    Kumhanya Nhangemutange Netsungiriro

    w91 11/1 p. 14 ndim. 2-3

    Ucharamba Uchifamba Muzvokwadi Here?

    w90 9/1 p. 30

    ‘Kuwana Zororo Remweya Yenyu’

    w89 7/15 p. 19 ndim. 14

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 13 ndim. 12-13

VaHebheru 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 27:39
  • +VaG 6:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Kutsungirira Ngakupedze Basa Rakwo”

    w16.04 p. 15 ndim. 10

    Vanonzi Vakakodzera Kutungamirirwa Kuzvitubu Zvemvura Youpenyu

    w08 1/15 pp. 26-27 ndim. 11-12

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 8

    Vakadzidziswa Kupupurira Kwazvo

    w05 1/1 p. 15 ndim. 17

    Musarega!

    w95 12/1 pp. 13-14 ndim. 19-20

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 13 ndim. 12-13

VaHebheru 12:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 8

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w02 2/15 p. 29

    Unoyeuka Here?

    w02 4/15 p. 30

VaHebheru 12:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurangwa.”

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

  • *

    Kana kuti “usaramwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”

    w12 3/15 p. 29 ndim. 18

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 pp. 13-14 ndim. 14-15

VaHebheru 12:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

  • *

    Kana kuti “anorova.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 3:11, 12

VaHebheru 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurayirwa; kudzidziswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:14; VaH 2:10
  • +Zvi 13:24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inogona Kutibatsira Kuti Tirambe Tichitsungirira Kusvika Kumugumo

    w24.09 p. 12 ndim. 16

VaHebheru 12:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kurayirwa; kudzidziswa.”

VaHebheru 12:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vaitirayirawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jak 4:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nei Tichizviisa Pasi paJehovha Uye Tinozviita Sei?

    w19.09 pp. 14-15

VaHebheru 12:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vaitirayira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 1:15, 16

VaHebheru 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kufara Kumirira Jehovha

    w07 3/1 p. 19

    Chirango Icho Chinogona Kubereka Chibereko Chine Rugare

    w88 4/15 pp. 26-31

    Chirango Chinobereka Chibereko Chine Rugare

    w87 10/1 p. 15

VaHebheru 12:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 35:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Paradhiso Inodzorerwa!

    ip-1 chits. 28 ndim. 21

    Vanofara Zvino Uye Nokusingaperi

    w96 2/15 p. 14 ndim. 7

VaHebheru 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 4:26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 9

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 14 ndim. 15

VaHebheru 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:14; VaR 12:18; 14:19
  • +VaR 6:19; 1VaT 4:3, 4; VaH 10:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Ringatibatsira Sei Kuti Tiremekedze Maonero Evamwe?

    mrt nyaya 63

VaHebheru 12:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 29:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 9

    Unoona Zvinhu Zvitsvene Semaonero Anoita Jehovha Here?

    w06 11/1 p. 26 ndim. 16

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 14 ndim. 16

VaHebheru 12:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko pana “Upombwe.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 25:32, 34

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w17.12 pp. 14-15

    Chengetedza Nhaka Yako Nokusarudza Nokuchenjera

    w13 5/15 p. 28 ndim. 10-11

    Kuita Zvinodiwa naJehovha Kunomukudza

    w02 5/1 pp. 10-11 ndim. 7-8

    Unokoshesa Zvinhu Zvomudzimu Here?

    w99 2/15 p. 30

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 14 ndim. 16

    Ko Iwe Unoonga Zvinhu Zvinoyera Here?

    w88 6/15 pp. 10-11 ndim. 2-4

VaHebheru 12:17

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, baba vake.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 27:34

VaHebheru 12:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:12
  • +Eks 19:18
  • +Eks 19:16

VaHebheru 12:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:19
  • +Dhe 4:11, 12
  • +Eks 20:18, 19

VaHebheru 12:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:12, 13

VaHebheru 12:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:19

VaHebheru 12:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 14:1
  • +Zva 21:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    VaJudha

    rs p. 396 ndim. 1

    Kuimba Rwiyo Rutsva Rworukundo

    re chits. 29 ndim. 3-4

    Mugumo Unouya we“Bhuku reHondo dzaJehovha”

    w90 7/1 p. 22 ndim. 19

    Ivai Vanoonga—Umambo hwaMesia hwaJehovha Hwotonga

    w90 10/15 pp. 17-18 ndim. 9-12

    Pupurira Jehovha Uye Usaneta

    w89 12/15 p. 14 ndim. 17

VaHebheru 12:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:10
  • +Ge 18:25; Pis 94:2; Isa 33:22
  • +VaH 12:9
  • +VaH 10:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvapupu zvechiKristu Zvine Ugari Hwekudenga

    w95 7/1 p. 11 ndim. 9

VaHebheru 12:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 2:5; VaH 9:15
  • +Mt 26:27, 28
  • +Ge 4:8, 10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nzwisisa Uye Koshesa Basa raJesu Rinomusiyanisa Nevamwe Muchinangwa chaMwari

    w08 12/15 pp. 13-14

VaHebheru 12:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 1:2; 2:2-4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Uri Kutevera Kristu Zvizere Here?

    w10 4/15 pp. 25-26 ndim. 5-10

VaHebheru 12:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:18
  • +Hag 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndichazunungusa Marudzi Ese”

    w21.09 p. 19 ndim. 18

    “Ndinemi”

    w06 4/15 p. 20

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w06 5/15 p. 31

VaHebheru 12:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndichazunungusa Marudzi Ese”

    w21.09 p. 19 ndim. 18

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa Tito, Firimoni, Uye VaHebheru

    w08 10/15 p. 32 ndim. 10

    “Ndinemi”

    w06 4/15 p. 20

    Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

    w06 5/15 p. 31

VaHebheru 12:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ndichazunungusa Marudzi Ese”

    w21.09 p. 19 ndim. 19

    “Ndinemi”

    w06 4/15 p. 20

    Rambai Muri Murudo rwaMwari!

    w06 11/15 p. 24 ndim. 18

    Kuimba Rwiyo Rutsva Rworukundo

    re chits. 29 ndim. 3

VaHebheru 12:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:24

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaH. 12:1VaH 3:12
VaH. 12:11VaK 9:24, 26; VaF 3:13, 14
VaH. 12:2Joh 14:6; Mab 5:31; VaH 2:10
VaH. 12:2Pis 110:1; VaH 10:12
VaH. 12:3Mt 27:39
VaH. 12:3VaG 6:9
VaH. 12:6Zvi 3:11, 12
VaH. 12:72Sa 7:14; VaH 2:10
VaH. 12:7Zvi 13:24
VaH. 12:9Jak 4:10
VaH. 12:101Pe 1:15, 16
VaH. 12:12Isa 35:3
VaH. 12:13Zvi 4:26
VaH. 12:14Pis 34:14; VaR 12:18; 14:19
VaH. 12:14VaR 6:19; 1VaT 4:3, 4; VaH 10:10
VaH. 12:15Dhe 29:18
VaH. 12:16Ge 25:32, 34
VaH. 12:17Ge 27:34
VaH. 12:18Eks 19:12
VaH. 12:18Eks 19:18
VaH. 12:18Eks 19:16
VaH. 12:19Eks 19:19
VaH. 12:19Dhe 4:11, 12
VaH. 12:19Eks 20:18, 19
VaH. 12:20Eks 19:12, 13
VaH. 12:21Dhe 9:19
VaH. 12:22Zva 14:1
VaH. 12:22Zva 21:2
VaH. 12:23Dha 7:10
VaH. 12:23Ge 18:25; Pis 94:2; Isa 33:22
VaH. 12:23VaH 12:9
VaH. 12:23VaH 10:14
VaH. 12:241Ti 2:5; VaH 9:15
VaH. 12:24Mt 26:27, 28
VaH. 12:24Ge 4:8, 10
VaH. 12:25VaH 1:2; 2:2-4
VaH. 12:26Eks 19:18
VaH. 12:26Hag 2:6
VaH. 12:29Dhe 4:24
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaHebheru 12:1-29

Tsamba kuvaHebheru

12 Saka sezvo tiine gore guru rezvapupu rakatipoteredza kudai, ngatibviseiwo zvinhu zvese zvinorema nechivi chinotipiringisha nyore nyore,+ timhanye nekutsungirira nhangemutange yakaiswa pamberi pedu,+ 2 tichiramba takatarisa Mumiririri Mukuru uye Mukwanisi wekutenda kwedu, Jesu.+ Akatsungirira padanda rekutambudzirwa* nekuda kwemufaro wakaiswa pamberi pake, asina basa nekunyadziswa, uye akagara kuruoko rwerudyi rwechigaro cheumambo chaMwari.+ 3 Fungisisai nezveuya akatsungirira mashoko eruvengo aitaurwa nevatadzi+ vachitozvikanganisira, kuti murege kuneta mukadzokera shure.+

4 Pakurwisana kwenyu nechivi ichocho, hamusati mamborwisa kusvika pakubuda ropa. 5 Uye matokanganwa zvachose mashoko amaiudzwa sevanakomana ekuti: “Mwanakomana wangu, usazvidza kurayirwa* kwaunoitwa naJehovha,* uye usaora mwoyo* paunoruramiswa naye; 6 nekuti Jehovha* anorayira vaanoda, tingatoti anoranga* munhu wese waanogamuchira semwanakomana.”+

7 Munofanira kutsungirira nekuti munenge muchiratidza kuti muri kubvuma kurangwa.* Mwari ari kukubatai sevanakomana vake.+ Nekuti ndeupi mwanakomana asingarayirwi nababa vake?+ 8 Asi kana mese musina kurangwa* seizvi, hamusi vana vepamutemo, uye hamusi vanakomana. 9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+ 10 Nekuti ivo vaitiranga* kwenguva pfupi maererano nezvavaiona zvakanaka, asi iye anozviitira kuti tibatsirwe, kuti tive vatsvene saiye.+ 11 Chokwadi, hapana kurangwa kunofadza panguva yacho, asi kunorwadza; kunyange zvakadaro, kunozobereka chibereko chine rugare chekururama kune vaya vanenge vadzidziswa nakwo.

12 Saka simbisai maoko akarembera nemabvi asina simba,+ 13 uye rambai muchiruramisa nzira dzetsoka dzenyu,+ kuti chinokamhina chirege kushodogoka, asi chiporeswe. 14 Ivai nerugare nevanhu vese,+ neutsvene+ nekuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe. 15 Nyatsongwarirai kuti pasava nemunhu anotadza kuwana nyasha dzaMwari, kuti parege kuva nemudzi une muchetura unobuda wokonzera dambudziko, vazhinji voshatiswa nawo;+ 16 uye ngwarirai kuti pakati penyu pasava nemhombwe* kana munhu asingakoshesi zvinhu zvitsvene, saIsau, uyo akapa kodzero dzake dzeudangwe kuti apiwe chinhu chekungodya kamwe chete.+ 17 Nekuti munoziva kuti paakazoda kugara nhaka yechikomborero, akarambwa; nekuti kunyange zvazvo akaedza nemisodzi nemisodzi kuita kuti vachinje* pfungwa,+ zvakashaya basa.

18 Nekuti hamuna kusvika pedyo nechinhu chinogona kubatwa,+ chiri kubvira,+ uye pedyo negore dema nerima gobvu nedutu,+ 19 nekurira kwebhosvo+ nenzwi raitaura mashoko,+ zvekuti vanhu pavakarinzwa vakakumbira kuti risaramba richitaura navo.+ 20 Nekuti vaitya murayiro uyu wekuti: “Kunyange kana mhuka ikagunzva gomo racho, inofanira kutemwa nematombo.”+ 21 Uyewo, zvakaonekwa zvacho zvaityisa zvekuti Mozisi akati: “Ndiri kutya uye ndiri kudedera.”+ 22 Asi imi makaswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga,+ nekumakumi ezviuru engirozi 23 akaungana,+ nekuungano yematangwe akanyorwa kumatenga, uye kuna Mwari Mutongi wezvese,+ nekuupenyu hwemweya+ hwevanhu vakarurama vakaitwa vakakwana,+ 24 uye kuna Jesu murevereri+ wesungano itsva,+ uye ropa rakasaswa, rinotaura kupfuura ropa raAbheri.+

25 Ivai nechokwadi chekuti hamurambi kuteerera uya ari kutaura. Nekuti kana vaya vakaramba kuteerera uya aivaudza yambiro yaMwari panyika vasina kupukunyuka, imi mungapukunyuka here kana mukasateerera uya anotaura kubva kudenga?+ 26 Panguva iyoyo inzwi rake rakazunungusa nyika,+ asi iye zvino akavimbisa kuti: “Ndichazunungusa nyika zvakare; kwete nyika chete, asi nedengawo.”+ 27 Shoko rekuti “zvakare” rinoratidza kubviswa kwezvinhu zviri kuzununguswa, zvinhu zvakaitwa nemumwe munhu, kuti zvinhu zvisiri kuzununguswa zvirambe zviripo. 28 Saka sezvo tiri kuona kuti tichagamuchira Umambo husingazununguswi, ngatirambei tichigamuchira nyasha, idzo dzichatibatsira kuitira Mwari basa dzvene zvinomufadza tichimutya nekumuremekedza. 29 Nekuti Mwari wedu moto unoparadza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe