RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • VaKorinde vachiri venyama (1-4)

      • Mwari anoita kuti zvikure (5-9)

        • Tinoshanda pamwe naMwari (9)

      • Vaka nezvinhu zvisingatsvi (10-15)

      • Muri temberi yaMwari (16, 17)

      • Uchenjeri hwenyika upenzi kuna Mwari (18-23)

1 VaKorinde 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 2:15; VaK 1:9
  • +1VaK 14:20

1 VaKorinde 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 5:12-14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Unonatsa Kururamisa Shoko Razvokwadi”

    w96 1/1 p. 29

1 VaKorinde 3:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:7, 8
  • +VaG 5:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Tsvakai Rugare Ndokururonda”

    w91 3/1 pp. 21-22

1 VaKorinde 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:24, 25

1 VaKorinde 3:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 3:5, 6; VaK 1:23; 1Ti 1:12

1 VaKorinde 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:4
  • +Mab 18:26-28; 19:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungabatsirawo Here Pabasa Rekuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi?

    w21.07 p. 3 ndim. 5

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 p. 12

    Aporo Muzivisi Aitaura Zvakanaka Wezvokwadi Yechikristu

    w96 10/1 p. 22

    Mwari Anokurisa—Unoita Rutivi Rwako Here?

    w93 3/1 pp. 20-23

1 VaKorinde 3:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 9:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ndi“Mwari Anoita Kuti Zvikure”!

    w08 7/15 pp. 12-16

    Mwari Anokurisa—Unoita Rutivi Rwako Here?

    w93 3/1 pp. 20-23

1 VaKorinde 3:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “chinangwa chavo chimwe chete.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:6; 1VaK 4:5; Zva 22:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jehovha Anoda Vaya ‘Vanobereka Zvibereko Nekutsungirira’

    w18.05 p. 15 ndim. 12

    Ndi“Mwari Anoita Kuti Zvikure”!

    w08 7/15 p. 14 ndim. 9

    Zvakadiniko na“Magwaro Anobvumikisa” Utatu?

    ti p. 24

1 VaKorinde 3:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:22; 1Pe 2:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungabatsirawo Here Pabasa Rekuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi?

    w21.07 p. 3 ndim. 5

    Mashoko Akanaka Ari Kuparidzwa Sei?

    lff chidzidzo 21 pfungwa 5

    Shanda naJehovha Zuva Nezuva

    w18.08 p. 23 ndim. 1

    Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe

    w12 11/15 p. 17 ndim. 6

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 p. 12

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 p. 8 ndim. 3

    Mwari Anokurisa—Unoita Rutivi Rwako Here?

    w93 3/1 p. 21

    Kubatira Savashandi Biyake Vanovimba vaJehovha

    w88 3/15 pp. 15-16 ndim. 1-2

1 VaKorinde 3:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “semutungamiriri webasa akachenjera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 15:20; VaH 6:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 p. 13 ndim. 16

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 8-10 ndim. 4-7

    Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu!

    w98 11/1 pp. 14-15

1 VaKorinde 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 118:22; Isa 28:16; Mt 21:42; VaE 2:20; 1Pe 2:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 pp. 13-14

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 9-10 ndim. 5-8

    Kuvaka Hunhu hwechiKristu Muvana Vedu

    w91 7/1 pp. 24-25

1 VaKorinde 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 pp. 12-13

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 10-13

    Rovedzai Mwana Wenyu Kubvira Paucheche

    fy chits. 5 ndim. 10

    Kuvaka Hunhu hwechiKristu Muvana Vedu

    w91 7/1 p. 26

1 VaKorinde 3:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 4:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kubetsera Vanhu Kuti Vaswedere Pedyo naJehovha

    w99 7/15 pp. 12-13

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 10-11 ndim. 9-13

    Unoyeuka Here?

    w98 12/15 p. 30

    Kuvaka Hunhu hwechiKristu Muvana Vedu

    w91 7/1 p. 27

1 VaKorinde 3:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 8-13

    Kuvaka Hunhu hwechiKristu Muvana Vedu

    w91 7/1 p. 27

1 VaKorinde 3:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Purigatori

    rs p. 286 ndim. 3

    Basa Rako Harizotsvi Nemoto Here?

    w98 11/1 pp. 8-13

1 VaKorinde 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 6:16; VaE 2:21; 1Pe 2:5
  • +1VaK 6:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuzarura Chakavanzika Chinoyera

    re chits. 6 ndim. 9

1 VaKorinde 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:5

1 VaKorinde 3:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kushandisa kwaJehovha “Upenzi” Kuti Aponese Avo Vanotenda

    w92 9/15 p. 24 ndim. 17

1 VaKorinde 3:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 5:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Usanyengerwa ‘Neuchenjeri Hwenyika Ino’

    w19.05 pp. 21-25

    Jehovha Akanyaradza Marwadzo Ake

    ijwia chits. 5

1 VaKorinde 3:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 94:11

1 VaKorinde 3:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Anonziwo Petro.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:12

1 VaKorinde 3:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 17:9; 2VaK 10:7

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 3:11VaK 2:15; VaK 1:9
1 VaK. 3:11VaK 14:20
1 VaK. 3:2VaH 5:12-14
1 VaK. 3:3VaR 8:7, 8
1 VaK. 3:3VaG 5:19, 20
1 VaK. 3:4Mab 18:24, 25
1 VaK. 3:52VaK 3:5, 6; VaK 1:23; 1Ti 1:12
1 VaK. 3:6Mab 18:4
1 VaK. 3:6Mab 18:26-28; 19:1
1 VaK. 3:7VaR 9:16
1 VaK. 3:8VaR 2:6; 1VaK 4:5; Zva 22:12
1 VaK. 3:9VaE 2:22; 1Pe 2:5
1 VaK. 3:10VaR 15:20; VaH 6:1
1 VaK. 3:11Pis 118:22; Isa 28:16; Mt 21:42; VaE 2:20; 1Pe 2:6
1 VaK. 3:131Pe 4:12
1 VaK. 3:162VaK 6:16; VaE 2:21; 1Pe 2:5
1 VaK. 3:161VaK 6:19
1 VaK. 3:171Pe 2:5
1 VaK. 3:19Job 5:13
1 VaK. 3:20Pis 94:11
1 VaK. 3:221VaK 1:12
1 VaK. 3:23Joh 17:9; 2VaK 10:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 3:1-23

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

3 Saka hama, ndakanga ndisingakwanisi kutaura nemi sendiri kutaura nevanhu vemweya,+ asi nevanhu venyama, vacheche+ muna Kristu. 2 Ndakakupai mukaka, kwete zvekudya chaizvo, nekuti makanga musati manyatsosimba. Kunyange nanhasi hamusati manyatsosimba,+ 3 nekuti muchiri venyama.+ Sezvo pakati penyu paine godo nekukakavadzana, hamusi venyama here+ uye hamusi kufamba sezvinoita vanhu here? 4 Nekuti kana mumwe achiti, “Ini ndiri waPauro,” mumwewo achiti, “Ini ndiri waAporo,”+ hamusi kuita zvinongoitwa nevanhu here?

5 Saka Aporo chii? Ko iye Pauro chii? Vanongovawo vashumiri+ vakaita kuti muve vatendi, sekupiwa kwakaitwa mumwe nemumwe naShe. 6 Ini ndakadyara,+ Aporo akadiridza,+ asi Mwari akaita kuti zvikure, 7 saka anodyara kana anodiridza haasi chinhu, asi Mwari anoita kuti zvikure.+ 8 Munhu anodyara neanodiridza vamwe chete,* asi mumwe nemumwe achawana mubayiro unoenderana nebasa rake.+ 9 Nekuti tinoshanda pamwe chete naMwari. Imi muri munda waMwari uri kurimwa, muri chivakwa chaMwari.+

10 Maererano nenyasha dzaMwari dzandakaratidzwa, ndakaisa faundesheni+ semuvaki ane unyanzvi,* asi mumwe munhu ari kuvakira pairi. Asi mumwe nemumwe ngaarambe achingwarira mavakiro aari kuita pairi. 11 Nekuti hapana munhu anogona kuisa imwe faundesheni kunze kweyakatoiswa, inova ndiyo Jesu Kristu.+ 12 Kana munhu achivaka pafaundesheni yacho negoridhe, nesirivha, nematombo anokosha, nematanda, neuswa, kana mashanga, 13 basa remumwe nemumwe richabudiswa pachena zvariri, nekuti zuva racho richariratidza, nekuti richaratidzwa nemoto,+ uye moto ucharatidza kuti basa rakavakwa nemumwe nemumwe ndererudzii. 14 Kana basa remunhu raakavaka pairi rikaramba riripo, iye achawana mubayiro; 15 kana basa remunhu rikatsva, acharasikirwa, asi iye achaponeswa; asi kana zvikadaro, zvichaita sekunge apfuura nemumoto.

16 Hamuzivi here kuti muri temberi yaMwari+ uye kuti mweya waMwari unogara mamuri?+ 17 Kana munhu akaparadza temberi yaMwari, Mwari achamuparadza; nekuti temberi yaMwari itsvene, uye imi ndimi temberi yacho.+

18 Ngaparege kuva nemunhu anozvinyepera: Kana pakati penyu paine munhu anofunga kuti akachenjera munyika ino, ngaave benzi, kuti ave akachenjera. 19 Nekuti uchenjeri hwenyika ino upenzi kuna Mwari, nekuti zvakanyorwa kuti: “Anobata vakachenjera mukunyengera kwavo.”+ 20 Uyezve: “Jehovha* anoziva kuti kufunga kwevanhu vakachenjera hakuna zvakunobatsira.”+ 21 Saka ngaparege kuva neanozvirumbidza nevanhu; nekuti zvinhu zvese ndezvenyu, 22 angava Pauro kana Aporo kana Kefasi*+ kana nyika kana upenyu kana rufu kana zvinhu zviripo iye zvino kana zvinhu zvichauya, zvinhu zvese ndezvenyu; 23 nemiwo muri vanhu vaKristu;+ uye Kristuwo, ndewaMwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe