Mapisarema
3 Ongai Ishe wemadzishe,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
4 Iye ega ndiye anoita zvinhu zvikuru zvinoshamisa,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
8 Zuva, kuti ritonge masikati,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
9 Mwedzi nenyeredzi, kuti zvitonge pamwe chete usiku,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
11 Akabudisa vaIsraeri pakati pavo,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
12 Neruoko rune simba+ uye neruoko rwakatambanudzwa,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
14 Akaita kuti vaIsraeri vapfuure nepakati paro,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
15 Akazunzira Farao neuto rake rehondo muGungwa Dzvuku,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
18 Akauraya madzimambo ane simba,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
21 Akagova nyika yavo kuti ive nhaka,+
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi,
22 Nhaka kumushumiri wake Israeri,
Nekuti rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi.
26 Ongai Mwari wekumatenga,