RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Timoti 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Timoti

      • Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mutariri (1-7)

      • Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano (8-13)

      • Chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari (14-16)

1 Timoti 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 20:28; Tit 1:5-9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama Dzechidiki​—⁠Ivai Neushamwari Hwakasimba naJehovha

    w23.12 p. 28 ndim. 15-16

    Tsigira Ungano Yaunopinda Nayo

    lff chidzidzo 55 pfungwa 5

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-22

    Unoona Here Kuti Nei Uchifanira Kufambira Mberi Pakunamata?

    w16.08 p. 21 ndim. 3

    Uri ‘Kutsvaka Kuva Mutariri’ Here?

    w14 9/15 pp. 3-4

    Hama—Dyarai Nokuda Kwomudzimu, Muvavarire Kupiwa Mabasa Muungano!

    w10 5/15 p. 24

    Jehovha Ane Hanya Nevanozvininipisa

    w06 3/1 pp. 30-31

    Vakwa Norudo

    w01 1/1 p. 9 ndim. 7-8

    Vafudzi vechiKristu, ‘Zarurai Mwoyo Wenyu Wose’!

    w00 7/1 p. 29

    “Zvisungei Nepfungwa Dzinozvidukupisa”

    w99 8/1 p. 14 ndim. 15

    Mano Ako Ngaarege Kukukanganisa

    w99 12/1 p. 28

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 54—1 Timotio

    si p. 236 ndim. 18

    MaKristu Anofanira Kushandisa Mazita Ezviratidzo Orudzidziso Here?

    g92 8/8 p. 12

    Kushanda Nokuvimbika naJehovha

    w90 8/15 p. 19 ndim. 15

    Uri Kusvasvavirira Here?

    w90 9/1 pp. 18-23

    Vakuru—Batai Boka raMwari Nounyoro!

    w89 9/15 pp. 16-17 ndim. 6-7

    Kuenderera Mberi Kwako Ngakuoneke

    sg chidzidzo 38 ndim. 10

1 Timoti 3:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anobata zvakanaka vanhu vaasingazivi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:3; 1Pe 4:7
  • +Mab 28:7; 1Pe 4:9
  • +1Ti 5:17; 2Ti 2:24; Tit 1:7, 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?

    w24.11 pp. 20-24 ndim. 4-15

    Bhaibheri Rinotii Nezvenyaya Yekupinda Muwanano Kana Kuti Kugara Wakadaro?

    lff chidzidzo 42 pfungwa 3

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-16

    Vafudzi, Tevedzerai Vafudzi Vakuru Vanopfuura Vose

    w13 11/15 p. 29 ndim. 13

    Nei Uchifanira Kuita Zvaunovimbisa?

    w99 9/15 p. 10

    Tinozivikanwa Kupfurikidza Nomufambiro Wedu

    jv chits. 13

    Kusaroora Ndichinodikanwa Chevashumiri vechiKristu Here?

    g98 6/8 pp. 28-29

    Ngativengei Zvakaipa

    w97 1/1 p. 28

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 17 ndim. 10-11

    Chii Chinofanira Kuitwa Kana Mushumiri Akatadza?

    g92 5/8 p. 23

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 pp. 24-27 ndim. 5-20

1 Timoti 3:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “asingarovi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 13:13
  • +VaF 4:5; Jak 3:17
  • +VaR 12:18; Jak 3:18
  • +VaH 13:5; 1Pe 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?

    w24.11 pp. 21-23 ndim. 7-13

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-13

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 pp. 25-28 ndim. 9-21

1 Timoti 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?

    w24.11 p. 22 ndim. 10-11

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-9

    “Itai Zvinhu Zvese Kuti Mwari Akudzwe”

    od chits. 13 ndim. 10

    Remekedzai “Vaya Vari Kushanda Nesimba Pakati Penyu”

    w11 6/15 p. 26 ndim. 12

    Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri

    w96 10/15 pp. 20-21 ndim. 3-4

    Fudzai Boka raMwari Nokudisa

    w93 5/15 pp. 17-19

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 p. 25 ndim. 7-8

1 Timoti 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-9

    Ita Zvose Zvaunogona Kuti Imba Yenyu Isaparare

    w12 5/15 p. 9 ndim. 7

    Baba Uye Mukuru—Kuita Mabasa Acho Ose Ari Maviri

    w96 10/15 pp. 20-24

    Fudzai Boka raMwari Nokudisa

    w93 5/15 pp. 17-19

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 p. 25 ndim. 7-8

    Kuziva Mutoro Wokubereka Vana Munguva Ino Yomugumo

    w88 3/1 pp. 23-24 ndim. 4-5

1 Timoti 3:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?

    w24.11 p. 23 ndim. 14

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-8

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 p. 26 ndim. 11

1 Timoti 3:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuva nemukurumbira wakanaka.”

  • *

    Kana kuti “kunyadziswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 22:12; 1VaT 4:11, 12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vakuru Here?

    w24.11 p. 20 ndim. 4

    Vatariri Vakapiwa Basa Rekufudza Makwai

    od chits. 5 ndim. 5-10

    Zvinofunga Vamwe Nezvedu—Zvine Basa Here?

    w05 9/15 p. 30

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 p. 24 ndim. 5

1 Timoti 3:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “vasinganyengeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 6:3; Tit 1:7; 1Pe 5:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vashumiri Veungano Here?

    w24.11 pp. 17-18 ndim. 14-16

    Tsigira Ungano Yaunopinda Nayo

    lff chidzidzo 55 pfungwa 5

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 pp. 25-26 ndim. 9-10

1 Timoti 3:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 1:5, 18, 19; 2Ti 1:3; 1Pe 3:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vashumiri Veungano Here?

    w24.11 p. 18 ndim. 16

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 p. 26 ndim. 14

1 Timoti 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vashumiri Veungano Here?

    w24.11 pp. 18-19 ndim. 17-18

    Vashumiri Veungano Vanoita Basa Rinokosha

    od chits. 6 ndim. 6

    Kushumira Jehovha Tisingarerutsi Zvinhu

    w11 4/15 p. 11 ndim. 14

    Jehovha Anorovedza Vafudzi Veboka Rake

    w06 5/1 pp. 23-24 ndim. 8-9

    ‘Kuedzwa Kuti Vanokodzera Here’—Sei?

    km 5/00 p. 8

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 pp. 24-26 ndim. 5-11

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w89 7/1 p. 29

1 Timoti 3:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Ti 5:13
  • +Tit 2:3-5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Murume Uye Mukuru—Kudzikamisa Mabasa Acho

    w96 10/15 p. 17 ndim. 12

1 Timoti 3:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Hama​—⁠Mune Chinangwa Chekuva Vashumiri Veungano Here?

    w24.11 p. 19 ndim. 19-20

    Unoyeuka Here?

    w24.12 p. 31

    “Itai Zvinhu Zvese Kuti Mwari Akudzwe”

    od chits. 13 ndim. 10

    Ngativengei Zvakaipa

    w97 1/1 p. 28

    Wakakwaniriswa Kubatira Here?

    w90 9/1 pp. 24-25 ndim. 6-8

    Kuziva Mutoro Wokubereka Vana Munguva Ino Yomugumo

    w88 3/1 pp. 23-24 ndim. 4-5

1 Timoti 3:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsigira Ungano Yaunopinda Nayo

    lff chidzidzo 55 pfungwa 5

    Mibvunzo Inobva Kuvaravi

    w89 7/1 p. 29

1 Timoti 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 3:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ungano Ngaivakwe

    w07 4/15 p. 29

1 Timoti 3:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 1:14; VaF 2:7
  • +1Pe 3:18
  • +1Pe 3:19, 20
  • +VaK 1:23
  • +VaK 1:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Uchenjeri hwaMwari Muchakavanzika Chitsvene”

    cl chits. 19

    Unhu Hwatinofanira Kuva Nahwo

    w08 6/15 p. 13 ndim. 8

    Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

    w08 9/15 p. 30 ndim. 13

    Kutarisira Kunoita Kuti Chinangwa chaMwari Chizadzike

    w06 2/15 p. 19 ndim. 11

    Nyaya Yatinofanira Kutarisana Nayo Tose

    wt chits. 6 ndim. 15

    Mauyire Akaita Bhaibheri Kwatiri—Chikamu Chechitatu

    w97 10/15 p. 11

    Chakavanzika Chinoyera Chinopetenuka

    w90 1/15 pp. 10-15

    Kudzidza Chakavanzika Chinoyera Chokuzvipira Kwoumwari

    w90 1/15 pp. 15-20

    Tevera Muenzaniso waJesu Wokuzvipira Kwoumwari

    w90 3/1 pp. 18-23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Tim. 3:1Mab 20:28; Tit 1:5-9
1 Tim. 3:2VaR 12:3; 1Pe 4:7
1 Tim. 3:2Mab 28:7; 1Pe 4:9
1 Tim. 3:21Ti 5:17; 2Ti 2:24; Tit 1:7, 9
1 Tim. 3:3VaR 13:13
1 Tim. 3:3VaF 4:5; Jak 3:17
1 Tim. 3:3VaR 12:18; Jak 3:18
1 Tim. 3:3VaH 13:5; 1Pe 5:2
1 Tim. 3:4VaE 6:4
1 Tim. 3:61Ti 5:22
1 Tim. 3:7Mab 22:12; 1VaT 4:11, 12
1 Tim. 3:8Mab 6:3; Tit 1:7; 1Pe 5:2
1 Tim. 3:91Ti 1:5, 18, 19; 2Ti 1:3; 1Pe 3:16
1 Tim. 3:101Pe 2:12
1 Tim. 3:111Ti 5:13
1 Tim. 3:11Tit 2:3-5
1 Tim. 3:15VaH 3:6
1 Tim. 3:16Joh 1:14; VaF 2:7
1 Tim. 3:161Pe 3:18
1 Tim. 3:161Pe 3:19, 20
1 Tim. 3:16VaK 1:23
1 Tim. 3:16VaK 1:6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Timoti 3:1-16

Tsamba Yekutanga Kuna Timoti

3 Mashoko aya ndeechokwadi: Kana murume achivavarira kuva mutariri,+ ari kuda basa rakanaka. 2 Saka mutariri anofanira kuva munhu asina chaanopomerwa, murume ane mudzimai mumwe chete, anoita zvinhu zvine mwero, ane pfungwa dzakanaka,+ akarongeka, anogamuchira vaenzi zvakanaka,*+ anokwanisa kudzidzisa,+ 3 asiri chidhakwa,+ asingaiti mhirizhonga,* asi anonzwisisa,+ asingapopoti,+ asingakari mari,+ 4 murume anotungamirira imba yake zvakanaka, ane vana vanozviisa pasi nemwoyo wese+ 5 (nekuti kana murume asingagoni kutungamirira imba yake, angazotungamirira sei ungano yaMwari?), 6 kwete murume achangobva kutendeuka,+ kuti arege kuzokurirwa nekuzvikudza, akapiwa mutongo wakafanana newaDhiyabhorosi. 7 Anofanirawo kupupurirwa zvakanaka nevanhu vari kunze,*+ kuti arege kuzvidzwa* uye kupinda mumusungo waDhiyabhorosi.

8 Vashumiri veungano vanofanirawo kuva vanhu vanoita zvinhu nemwoyo wese, vasina mashoko maviri,* vasinganwisi waini, vasingakari pfuma,+ 9 vanochengeta chakavanzika chitsvene* chekutenda vaine hana yakachena.+

10 Uyewo vanofanira kutanga vaedzwa kuti vaonekwe kana vachikodzera; vozoshanda sevashumiri, kana vasina zvavanopomerwa.+

11 Vakadzi vanofanirawo kuita zvinhu nemwoyo wese, vasingatauri zvinosvibisa mazita evamwe,+ vachiita zvinhu zvine mwero, vakatendeka muzvinhu zvese.+

12 Vashumiri veungano vanofanira kuva nemudzimai mumwe chete, vachitungamirira vana vavo nedzimba dzavo zvakanaka. 13 Nekuti varume vanoshumira zvakanaka vari kuwana zita rakanaka uye rusununguko rwekutaura pakutenda kuri muna Kristu Jesu.

14 Ndiri kukunyorera zvinhu izvi, kunyange zvazvo ndiri kutarisira kuuya ikoko nekukurumidza, 15 kuitira kuti kana ndikanonoka, uzive kuti unofanira kuzvibata sei muimba yaMwari,+ ungano yaMwari mupenyu, mbiru nefaundesheni inotsigira chokwadi. 16 Hazvirambiki kuti chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari uku chinhu chikuru, chekuti: ‘Iye akaratidzwa pachena panyama,+ akanzi akarurama mumweya,+ akazviratidza kungirozi,+ akaparidzwa nezvake pakati pemamwe marudzi,+ akatendwa munyika,+ akagamuchirwa kudenga mukubwinya.’

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe