Mapisarema
Kumutungamiriri; mutinhimira weMuti-rabheni.* Rwiyo rwaDhavhidhi.
א [Aleph]
2 Ndichakufarirai nekukupembererai nemufaro;
Ndichaimba ndichirumbidza zita renyu, haiwa imi Wekumusorosoro.+
ב [Beth]
ג [Gimel]
ה [He]
7 Asi Jehovha ari pachigaro chake cheumambo nekusingaperi;+
Akasimbisa chigaro chake cheumambo paanotongera zvakarurama.+
ו [Waw]
9 Jehovha achava nzvimbo yekupotera* kumunhu akadzvinyirirwa,+
Nzvimbo yekupotera munguva dzekutambudzika.+
ז [Zayin]
11 Imbai muchirumbidza Jehovha, ari kugara muZiyoni;
Itai kuti mabasa ake azivikanwe pakati pemarudzi.+
ח [Heth]
13 Ndinzwireiwo nyasha Jehovha; onai kutambudzika kwangu kunokonzerwa nevaya vanondivenga,
Imi munondisimudza pamagedhi erufu,+
14 Kuti ndizivise mabasa enyu anorumbidzwa mumagedhi emwanasikana weZiyoni,+
Uye kuti ndifarire mabasa enyu ekuponesa.+
ט [Teth]
16 Jehovha anozivikanwa nekutonga kwaanoita.+
Munhu akaipa ateyiwa nemabasa emaoko ake.+
Higayoni.* (Sera)
י [Yod]
כ [Kaph]
19 Simukai, haiwa Jehovha! Musaita kuti munhuwo zvake anofa akukurirei.
Marudzi ngaatongwe pamberi penyu.+