RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaKorose 3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raVaKorose

      • Unhu hwekare uye unhu hutsva (1-17)

        • Urayai nhengo dzemiviri (5)

        • Rudo, chisungo chakakwana chekubatana (14)

      • Zano kumhuri dzechiKristu (18-25)

VaKorose 3:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 2:6
  • +Pis 110:1; 1Pe 3:22

VaKorose 3:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 3:20; 4:8; 1Pe 1:13
  • +1Jo 2:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

    w17.11 p. 25 ndim. 2

    “Pfungwa Dzenyu Ngadzirambe Dziri Pazvinhu Zviri Kumusoro”

    w14 10/15 pp. 28-29 ndim. 2-4

VaKorose 3:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 11:25
  • +1VaK 15:42, 43

VaKorose 3:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiGiriki nderekuti por·nei′a. Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mk 9:43; VaG 5:24
  • +1VaK 6:18; VaE 5:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tingaita Sei Kuti Tive Vanhu Vakachena Kuna Mwari?

    lff chidzidzo 40 pfungwa 1-5

    Tinopfekenura Sei Unhu Hwekare Torega Kuhupfekazve?

    w17.08 pp. 18-20

    Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

    w17.11 p. 26

    “Jehovha Mwari Wedu ndiJehovha Mumwe Chete”

    w16.06 p. 20 ndim. 13

    Bhaibheri Rinotii Nezvekuona Zvinonyadzisira? Kutaura Nezvebonde Paindaneti Kwakaipa Here?

    ijwbq nyaya 59 ndim. 2

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezveungochani?

    ijwbq nyaya 57

    Ramba ‘Zvinhu Zvisingakoshi Uye Zvisina Zvazvinobatsira’

    w08 4/15 p. 5 ndim. 13

    Zvinhu Zvatinofanira Kutiza

    w08 6/15 p. 9 ndim. 13

    Pakutsungirira Kwenyu Wedzerai Kuzvipira Kuna Mwari

    w02 7/15 p. 13 ndim. 16

    Zvinonyadzisira—Zvinhu Zvinovaraidza Zvisingakuvadzi Here?

    g02 7/8 pp. 13-15

    Kukudziridza Kwatingaita Kunaka

    w01 1/15 p. 6

    Ungaratidza Sei Kuona Mari Zvine Mwero?

    w01 6/15 p. 6

    Chengeta Mwoyo Wako

    w01 10/15 p. 26 ndim. 17

    Uri Kuronda Kunaka Here?

    w97 7/15 p. 17 ndim. 13

    Unogona Kuwana Varaidzo Yakanaka

    g97 6/8 p. 22

    Kristu Akavenga Kusateerera Mutemo—Iwe Unodaro Here?

    w92 7/15 p. 12 ndim. 17

    Bonhora—Rakakomba Sei?

    yp-CA chits. 25

    NdiMwari Upi Waunonamata?

    w90 12/1 pp. 4-5

    Rucheno Rwetsika Ndirwo Runako Rwepwere

    w89 11/1 p. 14 ndim. 15

VaKorose 3:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Aya ndiwo mafambiro amaimboitawo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 6:9-11; VaE 2:3; Tit 3:3

VaKorose 3:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:1
  • +VaE 4:31
  • +VaE 5:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinopfekenura Sei Unhu Hwekare Torega Kuhupfekazve?

    w17.08 pp. 18-21 ndim. 5-15

    Usataura Zvinokuvadza

    g03 6/8 p. 13

    Unogona Kuwana Varaidzo Yakanaka

    g97 6/8 p. 22

VaKorose 3:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “munhu wekare.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 4:25; Zva 21:8
  • +VaE 4:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchibvuma Kutungamirirwa naJehovha

    w26.01 p. 5

    Unogona ‘Kupfekenura Unhu Hwekare’

    w22.03 pp. 2-7

    Tinopfekenura Sei Unhu Hwekare Torega Kuhupfekazve?

    w17.08 pp. 17-21

    Unogona Kufambira Mberi Mumudzimu

    w98 5/15 pp. 25-26

    Kushandura Hunhu

    w90 11/1 pp. 5-6

VaKorose 3:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 12:2; VaE 4:24
  • +Ge 1:26, 27; 1Pe 1:16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ramba Uchibvuma Kutungamirirwa naJehovha

    w26.01 p. 5

    Tinopfeka Sei Unhu Hutsva Torega Kuhupfekenura?

    w17.08 p. 22 ndim. 1

    Ungochani Hwakaipa Here?

    ijwyp nyaya 59 ndim. 15

    “Shoko raMwari Ibenyu”

    gm chits. 13

    “Shoko raMwari Ibenyu Uye Rinoshandisa Simba”

    w90 4/1 pp. 16-20 ndim. 3-20

    “Mirai Makasimba”—Musagumbuka

    w90 4/15 p. 27

    Kushandura Hunhu

    w90 11/1 pp. 5-6

VaKorose 3:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko rekuti “muSitiya” raishandiswa kuvanhu vaionekwa sevakasaririra.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 3:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tinopfeka Sei Unhu Hutsva Torega Kuhupfekenura?

    w17.08 p. 23

    VaSitiya—Vanhu Vekare Vasinganzwisisiki

    w01 11/15 p. 25

    Batirai Jehovha Nomwoyo Mumwe

    w88 5/15 p. 17 ndim. 9

VaKorose 3:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kuzvirereka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:9
  • +VaF 2:1, 2
  • +VaR 12:16
  • +Tit 3:2
  • +VaE 4:1, 2; 1VaT 5:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 1

    lff chidzidzo 49 pfungwa 4

    Mazano Anotibatsira Kuti Tiwirirane Nevamwe

    g21 nha. 1 p. 7

    Tinopfeka Sei Unhu Hutsva Torega Kuhupfekenura?

    w17.08 pp. 23-26

    ‘Pfekai Mwoyo Murefu’

    w01 11/1 p. 17

    Iva Anonzwira Tsitsi Nenzira Younyoro

    w94 11/1 p. 18

    Pfekai Unyoro!

    w91 10/15 p. 15 ndim. 1-2

VaKorose 3:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchingoregererana.”

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 19:11; VaE 4:32; 1Pe 4:8
  • +Mt 18:15
  • +Mt 6:14; Mk 11:25

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Tsamba Inotikurudzira Kuva Nerugare

    w26.08 pp. 18-19 ndim. 16-17

    “Shoko raMwari” Rinoratidza Uchenjeri Hwake

    cl chits. 18 ndim. 23

    Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 1

    lff chidzidzo 49 pfungwa 6

    Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana

    lff chidzidzo 56 pfungwa 3-5

    Mazano Anotibatsira Kuti Tiwirirane Nevamwe

    g21 nha. 1 p. 6

    Muchagadzirisa Kusanzwisisana Moita Kuti Pave Nerugare Here?

    w17.06 pp. 17-18

    Ngapasava Nechinoita Kuti Ushaye Mubayiro

    w17.11 p. 27

    Kanganwira Nemwoyo Wese

    w15 10/1 p. 15

    Kurwadziswa Nemumwe Munhu—Kana Tiine ‘Chikonzero Chokunyunyuta’

    rj chikamu 3

    “Jehovha Akakukanganwirai Nomwoyo Wose”

    w13 10/1 p. 11

    Ungagarisana Sei Nevamwe Zvakanaka?

    g12.04 p. 10

    Zvinhu Zvitanhatu Zvinoita Kuti Munhu Abudirire

    g09.01 p. 25

    Unoshivirira Zvechokwadi Here?

    w01 7/15 pp. 22-23

    Muchato Unofanira Kuva Mubatanidzwa Woupenyu Hwose Here?

    g01 2/8 p. 32

    Kanganwira Nomwoyo Wako Wose

    w99 10/15 pp. 13-14 ndim. 9-10

    ‘Rambai Muchikanganwirana Makasununguka’

    w97 12/1 p. 18

    Unogona Kukurira Idzi Mhinganidzo!

    w95 7/15 p. 22

    Musha Unofadza Umo Vaviri Vari Muchinzwano

    g94 2/8 p. 28

    Kukurukurirana Mukati Memhuri Nomuungano

    w91 9/1 pp. 22-23 ndim. 13-14

VaKorose 3:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Jo 3:23
  • +1VaK 13:4-7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Ratidza Rudo

    g20 nha. 3 p. 12

    Tinopfeka Sei Unhu Hutsva Torega Kuhupfekenura?

    w17.08 p. 26

    Kune Vanhu Vari Kubatana Munyika Yose—Sei?

    w07 12/1 p. 6

    Vanhu Vakadzidziswa Kuda

    g97 9/8 pp. 9-10

    Wana Chengeteko Pakati Pavanhu vaMwari

    kl chits. 17

VaKorose 3:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 14:27; VaF 4:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugare rwaKristu Ngarutonge Mumwoyo Menyu”

    w26.09 p. 32

    Ratidza Kuti Uri Munhu Anotenda

    w26.10 p. 6 ndim. 3

    Ndiri Munhu Anotsungirira Here?

    ijwyp nyaya 95 ndim. 16-17

    Unhu

    g19 nha. 3 pp. 6-7

    Vechidiki—“Rambai Muchishandira Kuponeswa Kwenyu”

    w17.12 p. 26 ndim. 11

    “Ratidzai Kuti Munoonga”

    g08.01 p. 29

    Zvinoita Kuti Pave Nomufaro Wechokwadi

    g06.07 pp. 6-7

    Rugare rwaKristu Rungadzora sei Mumwoyo Yedu?

    w01 9/1 pp. 14-18

    Nei Uchifanira Kuonga?

    w98 2/15 p. 4

    “Zviratidzei Mumene Kuva Vanoonga”

    w88 7/1 pp. 7-12

VaKorose 3:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muchirayirana.”

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 14:26
  • +VaE 5:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvaungaita Pakudzidza

    w23.11 p. 32

    Ungabatsirwa Sei Nemisangano yeZvapupu zvaJehovha?

    lff chidzidzo 10

    Imbirai Jehovha Rumbidzo

    w94 5/1 pp. 11-12 ndim. 11-12

VaKorose 3:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 10:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuziva Mutoro Wokubereka Vana Munguva Ino Yomugumo

    w88 3/1 pp. 26-27

VaKorose 3:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:22; 1Pe 3:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kuremekedza Chiremera Kunodikanwa Nokuda Kwokurarama Kunorugare

    tp chits. 12 ndim. 20-21

VaKorose 3:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “musaabata nehasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 5:25; 1Pe 3:7
  • +VaE 4:31

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mhuri Yenyu Inogona Kufara

    bhs chits. 14 ndim. 4

    Imba Yenyu Ngairambe Iri “Tambo Yakakoswa Netambo Nhatu”

    w08 9/15 p. 17 ndim. 9

    Usaparadzanisa Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari

    w07 5/1 p. 21 ndim. 11

    “Fara Nomudzimai Wouduku Hwako”

    w06 9/15 p. 28 ndim. 13

    Kuita Kuti Upenyu Hwenyu Hwemhuri Hufadze

    bh chits. 14 ndim. 6

VaKorose 3:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 6:20; Ru 2:51; VaE 6:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Unoda Kuteerera” Here?

    w23.10 p. 7 ndim. 6

    Mungaita Sei Kuti Mhuri Yenyu Ifare?—Chikamu 2

    lff chidzidzo 50

    Kuteerera Kwoumwari Mumhuri Yakakamukana Mune Zvorudzidziso

    w95 6/1 pp. 28-29

    Dzidza Teerero Kupfurikidza Nokugamuchira Chirango

    w92 10/1 pp. 28-29

    Kuremekedza Chiremera Kunodikanwa Nokuda Kwokurarama Kunorugare

    tp chits. 12 ndim. 20-21

VaKorose 3:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “musatsamwisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Vabereki, Goverai Zvinodiwa Nemhuri Yenyu

    w05 6/15 p. 22 ndim. 18

    Kubatira Nokuvimbika Nesangano raJehovha

    w97 8/1 p. 12 ndim. 13

    “Muve Vatsvene Pamufambire Wenyu Wose”

    w96 8/1 p. 20 ndim. 19

    Munogona Kukurira Zvinetso Zvinoparadza Mhuri

    fy chits. 12 ndim. 17

    Kuwana Mavambo Okutuka

    g96 11/8 p. 22

    Kuvaka Mhuri Inokudza Mwari

    kl chits. 15

VaKorose 3:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:5, 6; Tit 2:9; 1Pe 2:18

VaKorose 3:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 10:27; VaR 12:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Ivai Vatevedzeri vaMwari” Pamashandisiro Amunoita Simba

    cl chits. 10

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37 pfungwa 4

    Kupa Jehovha Zvibayiro Zvomweya Wose

    w12 1/15 pp. 21-23

    Jehovha Anokoshesa Basa Rako Rinoitwa Nomwoyo Wose

    w97 10/15 pp. 13-18

    Bhuku reBhaibheri Nhamba 37—Hagai

    si p. 168 ndim. 14

VaKorose 3:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:8; 1Pe 1:3, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinoti Chii Nezvebasa Uye Mari?

    lff chidzidzo 37 pfungwa 4

    “Batira Ishe Kristu”

    w97 6/15 p. 32

VaKorose 3:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 2:6; VaG 6:7
  • +VaR 2:11; 1Pe 1:17

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

VaK. 3:1VaE 2:6
VaK. 3:1Pis 110:1; 1Pe 3:22
VaK. 3:2VaF 3:20; 4:8; 1Pe 1:13
VaK. 3:21Jo 2:15
VaK. 3:4Joh 11:25
VaK. 3:41VaK 15:42, 43
VaK. 3:5Mk 9:43; VaG 5:24
VaK. 3:51VaK 6:18; VaE 5:3
VaK. 3:71VaK 6:9-11; VaE 2:3; Tit 3:3
VaK. 3:81Pe 2:1
VaK. 3:8VaE 4:31
VaK. 3:8VaE 5:3, 4
VaK. 3:9VaE 4:25; Zva 21:8
VaK. 3:9VaE 4:22
VaK. 3:10VaR 12:2; VaE 4:24
VaK. 3:10Ge 1:26, 27; 1Pe 1:16
VaK. 3:11VaG 3:28
VaK. 3:121Pe 2:9
VaK. 3:12VaF 2:1, 2
VaK. 3:12VaR 12:16
VaK. 3:12Tit 3:2
VaK. 3:12VaE 4:1, 2; 1VaT 5:14
VaK. 3:13Mt 6:14; Mk 11:25
VaK. 3:13Zvi 19:11; VaE 4:32; 1Pe 4:8
VaK. 3:13Mt 18:15
VaK. 3:141Jo 3:23
VaK. 3:141VaK 13:4-7
VaK. 3:15Joh 14:27; VaF 4:7
VaK. 3:161VaK 14:26
VaK. 3:16VaE 5:19
VaK. 3:171VaK 10:31
VaK. 3:18VaE 5:22; 1Pe 3:1
VaK. 3:19VaE 5:25; 1Pe 3:7
VaK. 3:19VaE 4:31
VaK. 3:20Zvi 6:20; Ru 2:51; VaE 6:1
VaK. 3:21VaE 6:4
VaK. 3:22VaE 6:5, 6; Tit 2:9; 1Pe 2:18
VaK. 3:23Ru 10:27; VaR 12:11
VaK. 3:24VaE 6:8; 1Pe 1:3, 4
VaK. 3:25VaR 2:6; VaG 6:7
VaK. 3:25VaR 2:11; 1Pe 1:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
VaKorose 3:1-25

Tsamba kuvaKorose

3 Asi kana makamutswa pamwe chete naKristu,+ rambai muchitsvaga zvinhu zviri kumusoro, kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.+ 2 Pfungwa dzenyu ngadzirambe dziri pazvinhu zviri kumusoro,+ kwete pazvinhu zviri panyika.+ 3 Nekuti makafa, uye upenyu hwenyu hwakavanzwa pamwe chete naKristu muri pamwe naMwari. 4 Kristu, anova ndiye upenyu hwedu,+ paanoratidzwa pachena, imiwo mucharatidzwa pachena pamwe chete naye mukubwinya.+

5 Saka urayai nhengo dzemiviri yenyu dziri panyika+ pazvinhu zvakadai seupombwe,* kusachena, chishuwo chisingadzorwi chekuda zvebonde,+ kushuva zvakaipa, uye kuva nemakaro, kunova kunamata zvidhori. 6 Hasha dzaMwari dziri kuuya pamusana pezvinhu izvi. 7 Imi maimbozvibatawo saizvozvo* mumararamiro enyu ekare.+ 8 Asi iye zvino munofanira kubvisa pamuri zvese zvinoti: hasha, kutsamwa, uipi,+ kutuka,+ uye kutaura nemiromo yenyu mashoko anonyadzisira.+ 9 Musareverana nhema.+ Pfekenurai unhu hwekare*+ nemabasa ahwo, 10 mupfeke unhu hutsva,+ huri kuitwa hutsva kuburikidza neruzivo rwakarurama maererano nemufananidzo weuya akahusika,+ 11 pasina kuti kune muGiriki kana muJudha, kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa, mutorwa, muSitiya,* muranda, kana munhu akasununguka; asi Kristu ndiye zvinhu zvese uye ari mavari vese.+

12 Saka sevanhu vaMwari vakasarudzwa,+ vatsvene uye vanodiwa, pfekai rudo rwakadzama muchinzwirana tsitsi,+ mutsa, kuzvininipisa,*+ unyoro,+ nemwoyo murefu.+ 13 Rambai muchinzwisisana uye muchiregererana nemwoyo wese*+ kunyange kana paine ane chaakatadzirwa nemumwe.+ Sezvo Jehovha* akakuregererai nemwoyo wese, imiwo itai saizvozvo.+ 14 Asi kuwedzera pazvinhu izvi, pfekai rudo,+ nekuti irwo chisungo chakakwana chekubatana.+

15 Uyewo, rugare rwaKristu ngarutonge mumwoyo menyu,+ nekuti makashevedzerwa rugare irworwo mumuviri mumwe chete. Uye ratidzai kuti muri vanhu vanoonga. 16 Shoko raKristu ngarinyatsogara mamuri muuchenjeri hwese. Rambai muchidzidzisana uye muchikurudzirana* nemapisarema,+ nenziyo dzekurumbidza Mwari, nenziyo dzemweya dzinoimbwa muchionga, muchiimbira Jehovha* mumwoyo menyu.+ 17 Zvese zvamunotaura kana kuita, zviitei zvese muzita raShe Jesu, muchionga Mwari Baba nekwaari.+

18 Imi madzimai, zviisei pasi pevarume venyu,+ sezvo zviri izvo zvakakodzera munaShe. 19 Imi varume, rambai muchida madzimai enyu+ uye musaashatirirwa.*+ 20 Imi vana, teererai vabereki venyu nguva dzese,+ nekuti izvi zvinofadza Ishe zvikuru. 21 Imi vanababa, musashungurudza* vana venyu,+ kuti varege kuora mwoyo. 22 Imi varanda, teererai vanatenzi venyu panyama nguva dzese,+ kwete chete pavanenge vachikuonai, muchingoitira kufadza vanhu, asi nemwoyo wese, muchitya Jehovha.* 23 Zvese zvamunoita, zviitei nemweya* wese sekunge muri kuitira Jehovha,*+ kwete vanhu, 24 nekuti munoziva kuti Jehovha* ndiye achakupai nhaka semubayiro.+ Shandirai Tenzi, iye Kristu. 25 Uya anoita zvakaipa achatowana mubayiro wake wezvakaipa zvaakaita,+ uye hapana rusarura.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe