Genesisi 22:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+ Genesisi 26:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 ‘Ndichaita kuti vana vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga uye ndichapa vana vako nyika dzose idzi;+ marudzi ose enyika achazvikomborera nokuvana vako,’+ Genesisi 35:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga, sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa;+ uye vana vako vachaita kuti gedhi revavengi vavo rive ravo.+
4 ‘Ndichaita kuti vana vako vave vazhinji senyeredzi dzokumatenga uye ndichapa vana vako nyika dzose idzi;+ marudzi ose enyika achazvikomborera nokuvana vako,’+
11 Mwari akatizve kwaari: “Ndini Mwari Wemasimbaose.+ Bereka uwande. Marudzi neungano yemarudzi zvichabva mauri, uye madzimambo achabva muchiuno mako.+