Dheuteronomi 7:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+ 2 Samueri 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Makazvisimbisira kwazvo vanhu venyu vaIsraeri+ kuti muvaite vanhu venyu nokusingagumi; uye imi, haiwa Jehovha, makava Mwari wavo.+ Pisarema 33:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Runofara rudzi runa Mwari warwo anonzi Jehovha,+Ivo vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+
6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+
24 Makazvisimbisira kwazvo vanhu venyu vaIsraeri+ kuti muvaite vanhu venyu nokusingagumi; uye imi, haiwa Jehovha, makava Mwari wavo.+