RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 7:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 “Jehovha haana kukudai, akabva akusarudzai nokuti makanga muri vanhu vazhinji kupfuura marudzi ose,+ nokuti ndimi makanga muri vashomanana pamarudzi ose.+

  • Dheuteronomi 33:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Aidawo vanhu vake;+

      Vatsvene vavo vose vari muruoko rwenyu.+

      Ivo—vakatsenhama patsoka dzenyu;+

      Vakatanga kugamuchira mamwe mashoko enyu.+

  • Ezekieri 16:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “‘Zvino ndakapfuura pedyo nepawaiva, ndikakuona, uye tarira! nguva yako yakanga yava nguva yokuratidza rudo.+ Naizvozvo ndakatambanudzira kunoperera nguo yangu pamusoro pako+ kuti ndifukidze kusapfeka kwako, ndikapika kwauri, ndikaita sungano newe,’+ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, ‘naizvozvo wakava wangu.+

  • Maraki 1:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Ndakakudai,”+ Jehovha adaro.

      Asi imi munoti: “Makatida pakuita sei?”+

      “Isau akanga asiri mukoma waJakobho here?”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. “Asi ndakada Jakobho,+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe