RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 31:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Ndichabva ndavatsamwira kwazvo pazuva iroro,+ ndichavasiya+ ndovavanzira chiso changu,+ uye vachava chinhu chinofanira kuparadzwa; matambudziko mazhinji nenhamo zvichavawira,+ uye nezuva iroro vachati, ‘Matambudziko aya haana kutiwira nokuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+

  • Jobho 34:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Paanoita kuti pave norunyararo, ndiani angamupa mhosva?

      Paanovanza chiso chake,+ ndiani angamuona,

      Kunyange akazviitira rudzi+ kana munhu, icho zvachiri chinhu chakafanana?

  • Pisarema 30:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Haiwa Jehovha, makaita kuti gomo rangu rimire nesimba nokuti maindifarira.+

      Makavanza chiso chenyu; ndikava munhu anonetseka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe