Eksodho 20:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Naizvozvo Mosesi akati kuvanhu: “Musatya henyu, nokuti Mwari wechokwadi auya kuti azokuedzai,+ kuti kumutya kwenyu kurambe kuri pamberi penyu kuti murege kutadza.”+ Joshua 24:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Zvino ityai Jehovha+ mumushumire musina mhosva uye muchokwadi,+ bvisai vanamwari vakashumirwa nemadzitateguru enyu mhiri kwoRwizi nomuIjipiti,+ mushumire Jehovha. Jobho 28:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Akati kumunhu,‘Tarira! Kutya Jehovha—ndihwo uchenjeri,+Uye kubva pane zvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+ Pisarema 111:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kwouchenjeri.+ש [Sin]Vose vanoita mirayiro yake vane njere dzakanaka.+ת [Taw]Kurumbidzwa kwake kunogara nokusingaperi.+ Pisarema 128:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 128 Anofara munhu wose anotya Jehovha,+Anofamba munzira dzake.+
20 Naizvozvo Mosesi akati kuvanhu: “Musatya henyu, nokuti Mwari wechokwadi auya kuti azokuedzai,+ kuti kumutya kwenyu kurambe kuri pamberi penyu kuti murege kutadza.”+
14 “Zvino ityai Jehovha+ mumushumire musina mhosva uye muchokwadi,+ bvisai vanamwari vakashumirwa nemadzitateguru enyu mhiri kwoRwizi nomuIjipiti,+ mushumire Jehovha.
28 Akati kumunhu,‘Tarira! Kutya Jehovha—ndihwo uchenjeri,+Uye kubva pane zvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+
10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kwouchenjeri.+ש [Sin]Vose vanoita mirayiro yake vane njere dzakanaka.+ת [Taw]Kurumbidzwa kwake kunogara nokusingaperi.+