Numeri 14:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+ Dheuteronomi 20:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Anofanira kuti kwavari, ‘Haiwa imi vaIsraeri, inzwai, muri kuswedera pedyo nhasi kuti murwe nevavengi venyu. Mwoyo yenyu ngairege kutya.+ Musatya momhanya mavhunduka kana kuvadedera,+ Joshua 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+ Pisarema 27:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+ VaRoma 8:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Saka, tichatii pazvinhu izvi? Kana Mwari ari kwatiri, ndiani achatirwisa?+ VaHebheru 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+
9 Musangopandukira Jehovha;+ uye regai kutya vanhu vomunyika yacho,+ nokuti ivo kudya kwedu. Chinodzivirira chavo chabva pamusoro pavo,+ uye Jehovha anesu.+ Regai kuvatya.”+
3 Anofanira kuti kwavari, ‘Haiwa imi vaIsraeri, inzwai, muri kuswedera pedyo nhasi kuti murwe nevavengi venyu. Mwoyo yenyu ngairege kutya.+ Musatya momhanya mavhunduka kana kuvadedera,+
9 Handina kukurayira here?+ Shinga, usimbe. Usavhunduka kana kutya,+ nokuti Jehovha Mwari wako anewe kwose kwaunoenda.”+
27 Jehovha ndiye chiedza+ changu noruponeso rwangu.+Ndingatya aniko?+Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu.+Ndingadedereswa naaniko?+
5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+