1 Samueri 16:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+ Isaya 61:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+ Mabasa 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+
13 Naizvozvo Samueri akatora nyanga yemafuta,+ akamuzodza ari pakati pevakoma vake. Mudzimu waJehovha wakatanga kushanda pana Dhavhidhi kubvira pazuva iroro zvichienda mberi.+ Gare gare Samueri akasimuka, akaenda kuRama.+
61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+
38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+