Isaya 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mudzimu waJehovha uchagara pamusoro pake,+ mudzimu wouchenjeri+ uye wokunzwisisa,+ mudzimu wezano uye wokuva nesimba,+ mudzimu wokuziva+ uye wokutya Jehovha;+ Isaya 42:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+ Isaya 61:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+ Mateu 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye tarira! matenga akavhurika,+ Johani akaona mudzimu waMwari uchiburuka wakaita senjiva+ uchiuya paari.+ VaHebheru 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iwe wakada kururama, ukavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta okupembera nomufaro kupfuura vamwe vako.”+
2 Mudzimu waJehovha uchagara pamusoro pake,+ mudzimu wouchenjeri+ uye wokunzwisisa,+ mudzimu wezano uye wokuva nesimba,+ mudzimu wokuziva+ uye wokutya Jehovha;+
42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+
61 Mudzimu waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+ nokuti Jehovha akandizodza+ kuti ndizivise vanyoro+ mashoko akanaka. Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,+ kuti ndizivise vaya vakatapwa+ kusunungurwa nokusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa;+
16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye tarira! matenga akavhurika,+ Johani akaona mudzimu waMwari uchiburuka wakaita senjiva+ uchiuya paari.+
9 Iwe wakada kururama, ukavenga kusateerera mutemo. Ndokusaka Mwari, iye Mwari wako, akakuzodza+ nemafuta okupembera nomufaro kupfuura vamwe vako.”+