Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Pisarema 68:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Chokwadi Mwari achagura-gura misoro yevavengi vake,+Nhongonya ine bvudzi yomusoro, yomunhu anofamba-famba aine mhosva.+ Habhakuki 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Makabuda nokuda kwokuponeswa kwevanhu venyu,+ kuti muponese muzodziwa wenyu. Makaputsa-putsa mukuru muimba yomunhu akaipa.+ Nheyo yakaitwa kuti ive pachena, kusvikira mumutsipa.+ Sera
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
21 Chokwadi Mwari achagura-gura misoro yevavengi vake,+Nhongonya ine bvudzi yomusoro, yomunhu anofamba-famba aine mhosva.+
13 Makabuda nokuda kwokuponeswa kwevanhu venyu,+ kuti muponese muzodziwa wenyu. Makaputsa-putsa mukuru muimba yomunhu akaipa.+ Nheyo yakaitwa kuti ive pachena, kusvikira mumutsipa.+ Sera