RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Samueri 8:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Akarwisa vaMoabhi,+ akavayera netambo, achiita kuti varare pasi, kuti ayere netambo kaviri vokuti auraye, uye ayere netambo yakakwana vokuti achengetedze vari vapenyu;+ uye vaMoabhi vakava vashandi vaDhavhidhi+ vairipa muripo.+

  • 2 Madzimambo 21:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Ndichatambanudzira Jerusarema tambo yokuyeresa+ yakashandisirwa Samariya+ uyewo chokururamisa nacho chakashandisirwa imba yaAhabhi;+ uye ndichachenesa+ Jerusarema sezvinoita munhu anochenesa ndiro isina mubato, anoichenesa oikwidibira.+

  • Isaya 28:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Shoko raJehovha richava kwavari “murayiro pamusoro pomurayiro, murayiro pamusoro pomurayiro, tambo yokuyeresa pamusoro petambo yokuyeresa, tambo yokuyeresa pamusoro petambo yokuyeresa,+ kuno zvishoma, uko zvishoma,” kuti vaende, vawe negotsi, vatyoke, vateyiwe uye vabatwe.+

  • Mariro 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Jehovha akafunga zvokuparadza rusvingo+ rwomwanasikana weZiyoni.

      Akatambanudza tambo yokuyeresa.+ Haana kudzosa ruoko rwake pakuparadza.+

      Anoita kuti murwi wokudzivirira nawo norusvingo zvicheme.+ Zvaparara pamwe chete.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe