Dheuteronomi 30:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+ Isaya 49:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange boka renhapwa dzomurume ane simba richatorwa,+ uye vaya vakatorwa kare nomudzvinyiriri vachatiza.+ Ini ndicharwa naani naani anokurwisa,+ uye ini ndichaponesa vanakomana vako.+ Jeremiya 23:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+ Jeremiya 30:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti, “tarira! mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaunganidza vanhu vangu vakatapwa, vaIsraeri nevaJudha,”+ Jehovha adaro, “ndichavadzosa kunyika yandakapa madzitateguru avo, uye vachaitazve kuti ive yavo.”’”+ Ezekieri 39:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi ndovaunganidza panyika yavo,+ zvokuti hapana kana nomumwe wavo wandinozosiya kuti asarezve ikoko.+ Joeri 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Nokuti, tarirai! mumazuva iwayo nomunguva iyoyo,+ pandichadzosa nhapwa dzaJudha neJerusarema,+
4 Kana vanhu vako vakaparadzirwa vakava kunogumira matenga, Jehovha Mwari wako achakuunganidza uchibva ikoko uye achakutora kubva ikoko.+
25 Asi zvanzi naJehovha: “Kunyange boka renhapwa dzomurume ane simba richatorwa,+ uye vaya vakatorwa kare nomudzvinyiriri vachatiza.+ Ini ndicharwa naani naani anokurwisa,+ uye ini ndichaponesa vanakomana vako.+
3 “Ini ndichaunganidza makwai angu akasara kubva kunyika dzose dzandakanga ndaaparadzira kwadziri,+ ndichaadzosa kumafuro awo,+ uye iwo achabereka owanda.+
3 Nokuti, “tarira! mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaunganidza vanhu vangu vakatapwa, vaIsraeri nevaJudha,”+ Jehovha adaro, “ndichavadzosa kunyika yandakapa madzitateguru avo, uye vachaitazve kuti ive yavo.”’”+
28 “‘Vachaziva kuti ndini Jehovha Mwari wavo, pandichaita kuti vatapwe nemamwe marudzi ndovaunganidza panyika yavo,+ zvokuti hapana kana nomumwe wavo wandinozosiya kuti asarezve ikoko.+