RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Chiedza chechokwadi+ chinovhenekera+ vanhu vemarudzi ose+ chakanga chava kuda kuuya munyika.

  • Johani 8:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”

  • Johani 9:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Chero bedzi ndiri munyika, ndiri chiedza chenyika.”+

  • Johani 12:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Ndakauya sechiedza munyika,+ kuti munhu wose anotenda mandiri arege kuramba ari murima.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe