Johani 8:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Naizvozvo iye akati kwavari: “Imi munobva munzvimbo dziri pasi; ini ndinobva kunzvimbo dziri kumusoro.+ Imi munobva munyika ino;+ ini handibvi munyika ino.+ Johani 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+ Jakobho 4:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+
23 Naizvozvo iye akati kwavari: “Imi munobva munzvimbo dziri pasi; ini ndinobva kunzvimbo dziri kumusoro.+ Imi munobva munyika ino;+ ini handibvi munyika ino.+
19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+
4 Imi mhombwekadzi,+ hamuzivi here kuti kushamwaridzana nenyika kuvengana naMwari?+ Naizvozvo, munhu wose anoda kuva shamwari+ yenyika anozviita muvengi waMwari.+