Mateu 5:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Munofara imi kana vanhu vachikuzvidzai+ nekukutambudzai+ uye vachikupomerai zvinhu zvakaipa zvakasiyana-siyana nekuda kwangu.+ Mateu 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Uye muchavengwa nevanhu vese nekuda kwezita rangu,+ asi anenge atsungirira kusvikira kumugumo achaponeswa.+ Mateu 24:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+ 2 Timoti 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndingatoti, vese vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+ 1 Petro 2:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Makatodanirwa izvozvo, nekuti Kristu pachake akakutambudzikirai,+ achikusiyirai muenzaniso kuti mufambe muchitevera maakatsika namo.+
11 “Munofara imi kana vanhu vachikuzvidzai+ nekukutambudzai+ uye vachikupomerai zvinhu zvakaipa zvakasiyana-siyana nekuda kwangu.+
22 Uye muchavengwa nevanhu vese nekuda kwezita rangu,+ asi anenge atsungirira kusvikira kumugumo achaponeswa.+
9 “Vanhu vachaita kuti mutambudzwe+ uye vachakuurayai,+ uye muchavengwa nemarudzi ese nekuda kwezita rangu.+
21 Makatodanirwa izvozvo, nekuti Kristu pachake akakutambudzikirai,+ achikusiyirai muenzaniso kuti mufambe muchitevera maakatsika namo.+